Second confession tinotenda mwari ne nyasha dzamakawanirwa na mwari.zvirinani hamuna kana kumbo ita pfungwa dzekuromba.
@rosezulu-ng6jn22 күн бұрын
Happy holidays vedare
@Edinah-y8n22 күн бұрын
Thank you same to you 💃😊
@tinamakasa749322 күн бұрын
Happy happy dear
@ZimSecretsandConfessions21 күн бұрын
Thank you. Wishing you happy holidays too😊
@rosezulu-ng6jn21 күн бұрын
@ZimSecretsandConfessions you are welcomr
@MamaG22220 күн бұрын
Happy happy
@monalisakaetano808321 күн бұрын
Ma celebrity aya ummmmm..Vazhinji vanoshandisa mishonga nekuromba
@isabelleisabelle718222 күн бұрын
Last confession Vakadzi dzidzai kupa varume venyu mazano akanaka handiti mukadzi wako akati amai vako ngavafe because she wanted a good life nerunako rwake Zvino ndezvipi akurarwa nezvikwambo dai akangogudzikana nehurombo hwako Don’t you ever make the deal with Devil you pay at the end And Satan haape munhu chinhu mahara Isutinenhamo dzedu But we have Peace of mind and tinorara hope dzakanaka kwete kutadziswa kurara nezvikwambo Unoshamisa kunoponda amai vako nekuda dirty money zvino zvauchapedza dzinza
@Tinashe-i9g22 күн бұрын
1. 🐈 😻 iyi lol hahaha
@tinevimbo875122 күн бұрын
Uuumm kuuraya mai vako nekuda mari hona manje zvakaitika
@tatendagwata976822 күн бұрын
I Wonder who is this Celebrity 🤔 🤔🤔🤔🤔🤔🤔
@Tinashe-i9g22 күн бұрын
🐈 😻
@tatendagwata976822 күн бұрын
@Tinashe-i9g 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Really
@SalphinaTagwirei18 күн бұрын
😂😂😂very true@@Tinashe-i9g
@softsavedigital18 күн бұрын
just imagine famous ones who travel a lot outside the country
@MajuryChadzamira14 күн бұрын
Me too dear..better zvakafumuka..
@2206Rob22 күн бұрын
Merry Christmas Mkom Nash
@ZimSecretsandConfessions21 күн бұрын
Thank you😊!Merry Christmas to you too.
@paulinemckenzie959410 күн бұрын
Vakadii kumuudza kuti auraise amai vake, brother are you okay, dhemeti
@Edinah-y8n22 күн бұрын
Good morning mkoma nedare Christmas yanga irinani zvayo.first confession ma celebrate aya ari kushandisa mishonga vachi tsvaka ma easy target.
@MY_cloud99921 күн бұрын
Last confession tanga I machekeresa mai vemukadzi mozotendeuka
@norahchingaira75512 күн бұрын
Haaa zvaoma pfungwa Shoma dzinotambudza tenzi wadzo kuromba Hakuna kunaka garai maziva vanhu Yu find no peace kukara Mari
@JudithMusengeri20 күн бұрын
1st forgive and forget zvakatopera. Wani ,siyana nemhepo
@BensonSharara-rx1hu7 күн бұрын
Haaa wakaroora Eve chaiye
@paulinemckenzie959410 күн бұрын
Ngozi dzinodaidzana.
@tinevimbo875122 күн бұрын
Iwe wakapusa kuregedza murume achirara nehure iwe uripo waitadza kurova munhu kana kumudzinga you are too soft
@TendaiPagiwa22 күн бұрын
Haaa pa last confession apo ndafara hanty mkadzi wako ayizvit akanaka sterek ngaachiraraka nezvidara ikoko hanty zvachivao kunaka qake
@mekong752922 күн бұрын
Saka Tatelicious anenge achitotaura chokwadi about that celebrity??? 😂 Taifunga kuti maJokes
@SalphinaTagwirei18 күн бұрын
😂😂😂😂ndianiko asikna
@tenduchess586521 күн бұрын
1 Timothy 6 vs 9-10 Vanhu vanoda Mari vanozvibaya pese pese nemarwadzo akawanda. Mari yakaoma sure😮 1st Confession I have been there I left zvinhu zvakawanda in Life nokuda kwe trauma from those people yekumitisirwa umwe munhu it’s been two years now but am still hurt Jehovah is my strength
Vakauraya amai: You are in possession of satan's property, so forget about peace until you denounce and renounce the demonic properties and confess to a man of God with higher authority He will lead to Christ.
@paulinemckenzie959410 күн бұрын
Mari here chokwadi kuuraya amai vako, ndosaka mhepo dzisikupera. Ehe hanty makanotora zvikwambo rega mudzimai akwarakwatwe. Huh makashinga physically killed your own mother. Saka motovata hope muchitodya uye kunwa mvura, hey
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv21 күн бұрын
Mkadzi wako akakuudza kut uuraye amai ngaararwe zvakanyanya nekadhara bcz ndizvo zvaaida kunewe murume saka waakufaraka saka zvosiyaney kuti mkadz wako apfimbwe nevamwe varume chaivo zvaunoona pne kadharA kausinga one wazozbionaka kut hapana Zvawakaita wakaurayisa Mai vako Mahara ndinongoti Enjoy yr blood money do not complain again that's good