No video

ndakavapa Mombe dzangu Asi handina kupora

  Рет қаралды 5,492

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 59
@user-pj3uo7sh6s
@user-pj3uo7sh6s 6 ай бұрын
Chinjai chief uyo haana chaanoziwa anongoti anoda n'ombe anoda n'ombe achitadza kugadzirisa muxa ye vanhu dai zvinhu izvozvo zvaanoripisa wanhu zvichitiza marange uyo ngaabve mhani pauchiefi haagon kutonga akatadza kutonga ngozi yekugwesha zvinosiririsa achingoti heeee wati unoda kuuya riin
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 6 ай бұрын
Uyo mupurisa kadzi ari rough toda vaya mai vaive panyaya yana baba Simba
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 ай бұрын
Zvoda Chigodora mudhara akura uyuu😢😢😢😢
@ananiaschanaiwa9066
@ananiaschanaiwa9066 6 ай бұрын
Mambo awo ngawaende kozorora hapana zvinoziwikanwa
@alicemukudo3512
@alicemukudo3512 6 ай бұрын
Chief chimukai muchidya chimunya pamba imi machembera pfungwa dzenyu hadzichashandi zvakanaka.mukuda kuita sa the late Robert kusakarira pachigaro.
@t.m1222
@t.m1222 6 ай бұрын
Kkkk wanhu awaka awa, tsvekorapwa kuchipatara. Kupedza Mari kun,añga. Wana mambo awa wanofanirwa kubvuswa muzvigaro wanepfungwa dzichakasara mbichana. N,anga nemaporofita warikurwadzisa wanhu.
@gracemushayi7658
@gracemushayi7658 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 booster haana zvaanogona uya kuba chete ndokwaarikuita😊
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Msikana uyu mad monk.ko kana mwana ari breach muchazvirega mambo piwai mombe.yenyu uyo thet one preggy. Keep going kuscale.for nurses to monitor kukura nebreach iri pamwana yulbe ok😢😮
@user-nt3qu3oc7v
@user-nt3qu3oc7v 6 ай бұрын
Mupurisa uyu asiyana namai mupurisa vaifambira nyaya ya simba Vaya good mupurisa avo kunyenama uuuu nekarafu
@goergesadziwa9087
@goergesadziwa9087 6 ай бұрын
Chief uyu haaziwi zvaarikuita. Baba awo ngawaende kwaTasvu wasiyane naMarange uyo nana Buster hapana chinobuda
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 6 ай бұрын
Mambo akadhakwa uyo, hapana zvozikamwa apa hudzvnyiriri hwega whega pfutseki.
@owenmapondera6900
@owenmapondera6900 6 ай бұрын
Musharukwa unoda mombe avo hana chimwe chavanoda kana kupona kwemunhu havanai nako
@Shava120
@Shava120 6 ай бұрын
Hahh Mambo vazodzi wana Mombe nhaka
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 ай бұрын
Ngavainde kwa Tasvu Bunzamukombe Nyangatayani Achipola or Chamunorwa dare iri ngariite serious😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@user-hr6cy5gd7g
@user-hr6cy5gd7g 6 ай бұрын
Nyika kanazvinhu zvadai zvaipa humbavha hurikuitika muZimbabwe ,mambo Marange nedare ravo ngavamiswe basa, imbavha huru munyika
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Pachiwanhu mambo no pension saka sekuru mambo vachipo muchaajairahenyu he there to.stay❤😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 ай бұрын
Ngaadzose zvaakatora full stop😢😢😢😢😢😢😢😢 ndarwadziwa vanhu vanotora ma chances
@kikikupara7265
@kikikupara7265 6 ай бұрын
Dare iri rakadhakwa
@pardonchinheya6954
@pardonchinheya6954 6 ай бұрын
Mambo marange haaa kutonga hamugone munongoda mombe chete
@reginaldmauto4830
@reginaldmauto4830 3 ай бұрын
Vanhu vakubirwa mombwe
@tsennyb
@tsennyb 6 ай бұрын
Sekuru Boosta haasi vaye vema laptop here ku Karanganda
@peterphiri9590
@peterphiri9590 6 ай бұрын
Riya itsotsi riya .
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 6 ай бұрын
This chief is too old ndavasiire mwana apedzise nguva yavo..Ivo vanenge vagere padivi
@user-fg5wt2jo9y
@user-fg5wt2jo9y 6 ай бұрын
Mambo marange vakura
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 ай бұрын
Ipai mambo ivava😂😂😂😂😂😂😂😂
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 6 ай бұрын
Iye mambo anoda kupihwa mombe sey aita basa asati abhadharwa
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 6 ай бұрын
T1 ita kuti vanhu vaende kwasekuru Tasvu mwana anofa uyo kana kufirwa futi nemhuru yake pliz pliz
@beekays436
@beekays436 6 ай бұрын
Why throw away their hard earned money to Big Thief Tasvu.
@tinevimboteta1223
@tinevimboteta1223 6 ай бұрын
Varikudzidya mombe dzemarema 😂😂😂
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 6 ай бұрын
Mombe 3 dzese aaaah ndiBhutsa here uya wekunotadza kuvudisa maComputer 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@FungaiKafurandi-sb5vi
@FungaiKafurandi-sb5vi 6 ай бұрын
Kkkk
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 6 ай бұрын
Tokumbirawo Pastor Mhlambo veSDA church muende kumusha kwenyu munoparidzira hwai dzirikurasika uko
@OlicOlica
@OlicOlica 6 ай бұрын
Mambo marange amugone kutonga imi shuwa
@talks1000
@talks1000 6 ай бұрын
Nonsense, useless mambo.How many mambos have ever heard demanding members pesepese.Hudyire mambo marange.
@talks1000
@talks1000 6 ай бұрын
Mombe
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 6 ай бұрын
Mombe ngadzidzoke, musamanikidza n'anga zvadzisingagone
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
Ngaaende kunooparetwa please
@user-hq6rv9ip3u
@user-hq6rv9ip3u 6 ай бұрын
Zimamboiri zibedzichairo
@beatricemlambo7658
@beatricemlambo7658 6 ай бұрын
Mambo marange chavo chavanongo focus nacho serious kuda kupiwa mombe nyaya dzavo dzese kutarisisa nekubatsira munhu hazvimo mavari
@user-gd2te1lz5s
@user-gd2te1lz5s 6 ай бұрын
Hapana chakabatwa apa itai zvekuti murapise munhu musiyane nekubatirwa zvinhu kubirwa kwega kwega
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
Ava vamunoti madzimambo ava idyire chaidzo
@ignatiusmachingura
@ignatiusmachingura 6 ай бұрын
Vanhu vakapusa zvavo mombe dzese dziri kurorwa mahara
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 6 ай бұрын
Mambo Marange hamuna Mwana hr Dai mwanyamuti ndibatsire ena hake ndiye ogura nyaya imimi mwakura hamuchazvioni zvamoita Basa kuonesera vanhu hee mombe dzofanirwa kutanga dzauya Kwa chief munhu asati APOra zviriko hr izvi koshesai utano hwemunhu first not madhaka amukuita Aya even ma advisor enyu haatauriwo Kani kunge chidare chemahara Soo chiiini tongai zvoratidza kt muri Mambo anoda kt vanhu vapore not one year nyaya iri kwamuri isikaperi
@tinevimboteta1223
@tinevimboteta1223 6 ай бұрын
Hello this mambo haibo
@user-cu5vd6wq3k
@user-cu5vd6wq3k 6 ай бұрын
Mudhara avo havachazvigoni ngavachisiya vechidiki vatonge,vakandirwadza panyaya yaValle uya akazofa vachingodai
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
Mambo ava Yaa
@JacobDembedza
@JacobDembedza 6 ай бұрын
I mbavha n'anga dzenyu mambo
@ssam1430
@ssam1430 6 ай бұрын
Useless mambo, he is only interested in mombe apa he is way past his 'best before' or 'use before' date, aparara brain and body 😢
@lloydnechipani2376
@lloydnechipani2376 6 ай бұрын
Very greedy
@Shava120
@Shava120 6 ай бұрын
Mupurisa wa Mambo hamhu fanire here ku bvisa cap mudare?
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 6 ай бұрын
Bhutsa haana zvaanoita uya mambo vanhu venyu havagoni kubatsira vanongotorera vanhu pfuma dzavo chete
@sheltercharumbira9910
@sheltercharumbira9910 6 ай бұрын
Bhusita avo havasi vaya vama laptop here kana vari ivo pane basa paya
@ExcitedCondorBird-st2np
@ExcitedCondorBird-st2np 6 ай бұрын
Mambo vakuremerwa
@honestmushayavanhu8724
@honestmushayavanhu8724 6 ай бұрын
Busta tikuda ma laptop edu
@Shava120
@Shava120 6 ай бұрын
Vakura kana voice rakupera.
@mstee9777
@mstee9777 6 ай бұрын
Group B strep
@talks1000
@talks1000 6 ай бұрын
Headman Chigodora is 200% better than this idiot of a chief.#ZanuPfMustGo
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 6 ай бұрын
Hapana zvamogona apo chii chamogona imi vanhu vekwamambo musatambisira vanhu nguva muchiendesa vanhu kwaBhusta asina zvaanogona why muchiramba muchingoshanda nemunhu asina zvaanogona
Vanhu vakaurairwa Mugomo Rekunyanga.   Chief Mutasa
47:55
TICHKACH MTV
Рет қаралды 26 М.
طردت النملة من المنزل😡 ماذا فعل؟🥲
00:25
Cool Tool SHORTS Arabic
Рет қаралды 19 МЛН
If Barbie came to life! 💝
00:37
Meow-some! Reacts
Рет қаралды 75 МЛН
Blue Food VS Red Food Emoji Mukbang
00:33
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 8 МЛН
PEDRO PEDRO INSIDEOUT
00:10
MOOMOO STUDIO [무무 스튜디오]
Рет қаралды 13 МЛН
Mukwasha Akamitisa Ambuya
18:36
SlyMediaTv
Рет қаралды 164 М.
TEZVARA  MAGA WOPOMERA MUKWASHA MAKA KUT MUROYI
50:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Gogo wozvitira Weti. DR MUKOTSANJERA Ndochibvondora chete
45:02
TICHKACH MTV
Рет қаралды 29 М.
Matsekete vs Hwanyanya @ Chief Saurombe
55:53
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 21 М.
Zvinopisa Tsitsi Dare Ra Chief Makon
34:18
TICHKACH MTV
Рет қаралды 12 М.
Mufundisi  pa Lodge Nemukadzi wemunhu Dare Rachief Mutasa
57:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 40 М.
Bambo Thomas VS Chief Mutasa Chirikupisa
33:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 18 М.
طردت النملة من المنزل😡 ماذا فعل؟🥲
00:25
Cool Tool SHORTS Arabic
Рет қаралды 19 МЛН