Nyabira:Madzimai Otaura Zvizere KuSowe Kwa Baba Ishmael

  Рет қаралды 66,516

PahashaTv

PahashaTv

4 ай бұрын

Пікірлер: 791
@princessmamthe
@princessmamthe 4 ай бұрын
Brainwashed to the last number 😂😂😂
@anginusmagumise8389
@anginusmagumise8389 4 ай бұрын
Imimi musina kuitwa brain washed chinyikowo chamakaita ,nyika yenyu yacho zvairikungotatarika sechidhakwa ,no running water ,poor sanitation ,no medices muzvipatara ,poor education ,saka musada kushora pane zvinobatika zviri kuitwa nevamwe ,imimi musina chekunongedzera ,zvimacompany zvacho zvikubhadhara vanhu ma hundred dollars ,saka chazoshamisira muZimbabwe macho chinyiko????????
@AnnieGands-pl7vd
@AnnieGands-pl7vd 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 Haaa pakaipa vanhu vakaparara
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 3 ай бұрын
@@anginusmagumise8389 aaah.... muri kuside ripiko imi??
@JuliusMalatji
@JuliusMalatji 3 ай бұрын
Vanhu ava vakabirwa njere uye ne mweya yavo yave yemhuka dzinochengetwa nevanhu sema dhongi
@floet3498
@floet3498 3 ай бұрын
Asi muri mumwe wavo here? Ko madii kunyarara nhai.
@user-zy9kx1xl9w
@user-zy9kx1xl9w 4 ай бұрын
Movhota mune ma birth here dzikamai
@AnnieGands-pl7vd
@AnnieGands-pl7vd 4 ай бұрын
Aaaaa nhai wataura zvatanga tisina kumbofungawo
@DanielDaniel-qo2rr
@DanielDaniel-qo2rr 3 ай бұрын
Unoona vanhu ava varasika njere zvachose especially madzimai emasowe uuum panoda kubatsirwa and takes time kuti zvipere
@user-bh5kv5ed4c
@user-bh5kv5ed4c 4 ай бұрын
Kutamba nenguva chaiko vanhu ava vakatokanganiswa njere
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 4 ай бұрын
That's the reason people are suffering and these are the people who are voting because they are clueless 😢
@nikki36023
@nikki36023 4 ай бұрын
True this is a waste of time. They don’t realize they r in a cult. Its so sad
@floet3498
@floet3498 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@barbarabats5280
@barbarabats5280 4 ай бұрын
Handiti vakaenda kuchikoro ndivo varikudzidzisa vamwe. Ngavarege kunyepa.
@rhodalion8311
@rhodalion8311 4 ай бұрын
True matsotsi ari kunyepera vamwe
@tadiwaviano-qm8vg
@tadiwaviano-qm8vg 4 ай бұрын
arimunesu mwana komana
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 4 ай бұрын
Zvapinda papi zve ccc. Makavhota here putseki
@barbarabats5280
@barbarabats5280 4 ай бұрын
All those projects vakatengesa produce mari inopihwa Ishmael. This is a cult and not a church.
@ishy1294
@ishy1294 4 ай бұрын
Ko amwe ma millionaire atootoziva anotoravo mari pa Harare apo ari kusiirwei? I think those are bigger cults.
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
Kuchipostori hama yangu hakuna pfungwa yauinayo iyoyo yeutsotsi.
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 4 ай бұрын
Apo mai pamadoma mazita emaParty mavekukanganisa mirai nechinamato chete bvisai zvematongerwo enyika
@user-ec1id8mr9v
@user-ec1id8mr9v 4 ай бұрын
Mopenga vanhu imi
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 4 ай бұрын
​@@innocentkunyangura1487nhai zvako. Apo Havana zvitupa. Kuda kusvibisa hurumende.....kuda kunzi varikukanganisirwa Ivo varivo tsvuururu
@user-zz2zj3mh9g
@user-zz2zj3mh9g 4 ай бұрын
I didn't know brainwash can be such a killer
@TswenyehoDube
@TswenyehoDube 2 ай бұрын
You can say it again
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 4 ай бұрын
Kwanzi batai maphone muonekwe kuti munzi munemaphone vose mukadzi arikutaura anenge aine phone
@user-og2jp1bo8q
@user-og2jp1bo8q 4 ай бұрын
Pamwe haasitori avo mafoni acho shame
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k 4 ай бұрын
They don't have pockets on their skirts dear but if you see these people are happy with their life we have real people who need help but are being ignored everyday
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 4 ай бұрын
Hautaure vakabata phone shem kana urikuinterview unoisa siya phone kumba kana kuisa mubraa
@Varaidzo83
@Varaidzo83 4 ай бұрын
Zvandikona zvemafon
@user-wk3qq1pq5r
@user-wk3qq1pq5r 4 ай бұрын
Is it the same phone.so munhu osiya phone yake kupi .....
@violetmaluleke183
@violetmaluleke183 4 ай бұрын
Munoti zanupf imi musina zvitupa munovhota sei 😂😂😂😂
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb 4 ай бұрын
Imagine
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb 4 ай бұрын
Ka statement aka vanenge vakaita zvekuudzwa kuti vataure hanzi maybe vanhu vanoburitswa
@amandafish3022
@amandafish3022 4 ай бұрын
Corruption 😂👐🚮
@user-ng2rn6uu4q
@user-ng2rn6uu4q 4 ай бұрын
Vanhu ve zanu matsotsi anowqn ma votes from these people trust me
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 4 ай бұрын
This is zim dear these people are voting 😊
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix 4 ай бұрын
Honestly vangati vainzi vatevere CCC ko vaigovhota sei Ivo vasina maID vasina mabirth vasina kuregister kuvhota vasapinze politics dzenhema.vakazotengerwa maphone pese APA vainge vasina Kuti vanzwe zviri kutaurwa Kunze kuzoto kana vakubvunzwa vawane zvekupindura
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 4 ай бұрын
Vakaudzwa zvekutaura ndosaka vachitaura izvozvo unovhotasei usina ID
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 4 ай бұрын
Cc not ccc😂😂
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix
@ChawaDorcasMakombe-wh1ix 4 ай бұрын
@@mistyma1chekudyahachidadir100 kkkk ndazongopedzisa zvangu nekuwedzera umwe C 🤣🤣🤣 Zvakangofanana nevanhu vanoti ndakazoenda Kuma DN instead of DNA
@Cay123.
@Cay123. 4 ай бұрын
Nhy ccc yekudiiko vsina malD vngavhota sei dzava kudambuka brain mai avo
@memoryncube8391
@memoryncube8391 4 ай бұрын
CCC yairambi nzva kuita ma rally vaizoenda sei ikoko , mapenzi aya
@meg1846
@meg1846 4 ай бұрын
These people need the Grace of God. They're far gone. Hamuvagone. Vakagezwa pfungwa so much.
@monicamazanhi6156
@monicamazanhi6156 4 ай бұрын
Mwari wenyu kungoshaikwa 3 days makutoshaya chingwa nezvimwe ko kuzoti😥
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb 4 ай бұрын
Kkkk
@86Bh701
@86Bh701 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 vachatiza nzara regai vakadaro
@Carltaps
@Carltaps 4 ай бұрын
Imagine, kuzoti mambo vawo akafa vanoitasei..
@user-cv7yb6hb5m
@user-cv7yb6hb5m 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@preciouschipamba932
@preciouschipamba932 4 ай бұрын
😂😂😂😂 Imagine
@johnshariz4327
@johnshariz4327 2 ай бұрын
Ishe Jesu dai vakubatsirai musunungurwe
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 4 ай бұрын
Its sad cause she is trying to explain asi zviri kuramba kubuda
@hazelchihoro4465
@hazelchihoro4465 4 ай бұрын
bvisai nametag renyu pavideo or moisa nechepazasi its disturbing kuona tag richiita flash
@darlingtonmuziro8274
@darlingtonmuziro8274 4 ай бұрын
Still kana vachishandira ishmiel imi murikurwadziwa nei vanhu vanehutano kudaro handiti nedivi munoti hakuna mabasa here ndimwi masatanists imimi musingazivi chakanaka
@nzotakilango9578
@nzotakilango9578 4 ай бұрын
Muri imbwa imwi madzimai imwi ne mupofita wenyu
@matikamc2
@matikamc2 4 ай бұрын
This is so sad, all the money finds its way into Ishmael's pockets who then doles it out as he sees fit! They see him as a demi god. This nonsense must be stopped.
@Smusumhi
@Smusumhi 4 ай бұрын
Mwari honai vanhu venyu vaparara nekushaiwa zivo that nonsense amai makafaa makavharwa naishamale muurai matii madii muchakaura nenzara
@Smusumhi
@Smusumhi 4 ай бұрын
Baba imi tinyararirei kuvaka uko makadzidzi kubva kuchikoro vana vanodriver anopinda muroad anonga achigona kuverenga hre tibvire makafaaa kare
@luciabanga1677
@luciabanga1677 4 ай бұрын
Aaaa manje masungwa nepaurisa e Zanu pf manje muchaita cei .😂😂
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 4 ай бұрын
Nhai kkkkk
@user-wf1ql9tz2q
@user-wf1ql9tz2q 4 ай бұрын
😭😭😭nhai jehovha vanhu venyu vakanyura mumatuzvi chiuyai nguva yakwana
@rvchirau6551
@rvchirau6551 4 ай бұрын
Boe hre 😅😅😅😅 mumatuzvi
@memorygoche2574
@memorygoche2574 4 ай бұрын
Vanhu ava varikutorarama life yavo itori bhoo dai vangoita vadzidzisi kunzvimbo kwavo ikoko vanenge vachidzidzisa vana kuverenga nekunyora
@munesimbamoyo1222
@munesimbamoyo1222 4 ай бұрын
munova dzidzisa mabasa kt vnoshanda kupi chaizvo ndoda reply plz??????
@MariaGono-gt8vz
@MariaGono-gt8vz 4 ай бұрын
Imimi vanhu vekwamadzibaba hamusikunamata asimurikushanda .madzibaba ishumal murunguwenyu kwete mwariwenyu😂😂😂😂
@gerald1mada31
@gerald1mada31 4 ай бұрын
Ini zvangu ndoona kunge kutovasiya vachiita zvelife yavo coz handisi kuona dambudziko ravo arwadziwa ndiye ngaabude vari kudya vachiguta vari kurarama boe ava.siyanai navo vanhu avo vanowana zvose aaaa
@nyarie_m
@nyarie_m 4 ай бұрын
Mukazowana mukana please interview vavakidzani vavo
@user-gn4dw4de3i
@user-gn4dw4de3i 4 ай бұрын
Muridzi wezvinhu zvamuri kuti ma protect enyu apfuka Mwari havadhakwi sevanhu
@mercyndiweni7513
@mercyndiweni7513 4 ай бұрын
Interview their neighbours please, they are aware and know most hidden stories that these people won't tell you.
@PahashaTv
@PahashaTv 4 ай бұрын
Can you inbox their contacts
@mercyndiweni7513
@mercyndiweni7513 4 ай бұрын
Your God ayenda nema keys neflour nema Poto ekubika chingwa 😂😂😂😂
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 4 ай бұрын
This people in this church as got vembare spiritual
@gloriakapfu
@gloriakapfu 4 ай бұрын
God have mercy
@Levi-oj7ve
@Levi-oj7ve 4 ай бұрын
But vanhu ava varikuratidza kufara havo😅
@clivesibanda
@clivesibanda 4 ай бұрын
Vana baba vasingagoni kugara vasina Ana Amai 😂😂😂.
@ThandekaZilanda
@ThandekaZilanda 3 ай бұрын
Vanhu.vekucannan health bhoo zvekuti izvi zvekuti vanoshandira.Ishuu aaaa bhoo futi remember pfuma iyi tose tinofa tichizvisiya vakatofa vanoenda kudenga.straight mweya yavo inozorora bez havana.chavanacho panyika .Maprojects bhoo zvekuti now kunyika vakadzidza vacho varikutengesa madomasi better kucannan vanogona mechanics .Madrugs hakuna vana veko very clean saka vasiyei ndozvavanoda izvozvo
@johnmbanje4318
@johnmbanje4318 4 ай бұрын
Vanhu vakavhomorwa pfungwa ava havagoneke ava mungatovauraya,Aaa aaa aaa zvinotyisa izvi
@Netsaimoyo-dg3cb
@Netsaimoyo-dg3cb 4 ай бұрын
Ndofunga avana pekugara ndovaya vakadzingwa kumavillage nekumavhanda avana dzimba vanotozvida regai zvikurirane rukweza nezviyo zvowoneka musi wekukohwa
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 4 ай бұрын
Vakatengesa Misha vamwe vacho mari vakapa Mwari ishimaeri
@locadiakaranda
@locadiakaranda 4 ай бұрын
Kkkkkk rinomira sei bsa imi muchiudzwa namwari
@ConieMumbure
@ConieMumbure 4 ай бұрын
Yoooooh madzibaba vafonyora vanhu pfungwa hapana munhu anoita chinhu asina kudzidziswa
@wycliffchimhoga3389
@wycliffchimhoga3389 4 ай бұрын
Haaaaa vakadzi avaaa 😂😅😂😅😂😅😂😅😂😅 chikoro chishoma wena 😢😢😢
@user-cv7yb6hb5m
@user-cv7yb6hb5m 4 ай бұрын
😂😂😂😂 hapatorina😅
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Basa rinogodzoka shure seizve nekuti vamwe havapo Udzwai nemweya mutsvene xvekuita handiti ndoo unokudzidzisai here ,why njere dzacho dziri kubva kuvanhu vakayendq kuchikoro chamunoshora
@paidamoyomupenda8869
@paidamoyomupenda8869 4 ай бұрын
Muriku Nyabira kwete kuCanani.
@UncleO001.
@UncleO001. 4 ай бұрын
The church should abide by the government's law . All children under 18 are under the custody of the government,they are supposed to go to school, go to hospitals and be safe from exploitation. Once someone is above 18 they are free to make their own decisions. Journalists should ask investigative questions. The church should recognise that the government is above all churches and they should abide by the laws of the country
@leroymats3656
@leroymats3656 4 ай бұрын
kudhomoka last number🙌🙌🙌
@simangalisomawoyo5841
@simangalisomawoyo5841 4 ай бұрын
Vanoda kuvharirwa fr good mukuru we church iyi uye kuvharisa church you nxaaa
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 4 ай бұрын
Kkkkkk Mai imika
@dadirayichamunorwa8430
@dadirayichamunorwa8430 4 ай бұрын
Ma project akanaka,asi vana ngavawane ma birth nekuenda kuchikoro.
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k 4 ай бұрын
Do we have free education in Zimbabwe
@user-gx4jy1pc6p
@user-gx4jy1pc6p 4 ай бұрын
Murume wangu ndomwari wangu
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k 4 ай бұрын
They're not wrong
@kundaingwarai9121
@kundaingwarai9121 4 ай бұрын
Imagine,😂
@MemorySamanga
@MemorySamanga 4 ай бұрын
Gaya mmmm
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 4 ай бұрын
She is right the Bible says so ,asi kurasika havo vakarasika
@tinogaidzanwa2261
@tinogaidzanwa2261 4 ай бұрын
Kkkk
@amandafish3022
@amandafish3022 4 ай бұрын
Ma canan for me 😂👐
@bvuanga
@bvuanga 4 ай бұрын
Just thinking hangu ko f government build a school ipapo neclinic just like boarding we were forced to follow rules and attend one church
@samanthamapiye7682
@samanthamapiye7682 4 ай бұрын
Atleast canaan hakuna mutoriro😮
@rachaeljuru2892
@rachaeljuru2892 4 ай бұрын
true safe place for kids
@youngsimz
@youngsimz 4 ай бұрын
Let us all agree kuti it’s all about food nepekugara pavari hanti mahara. Nekuti Vese varikuti hatina nzara isu
@fransgumbo9062
@fransgumbo9062 4 ай бұрын
Nekuita vakadzi 10 vschirara muimba imwechete😢
@maviskaseni
@maviskaseni 4 ай бұрын
​@@fransgumbo9062imba ipiko vanogara muma plastic avasi vese vakugara mudzimba dzezvidhina
@Mimiemimzi3254
@Mimiemimzi3254 4 ай бұрын
Hurumende ikasiya vanhu ava vachaita vanabhokoharamu sure and nyika ichapandukirwa nekuti they are colonised already, And vanhu vaneunity kudai vakada kurwisa vanokunda trust me🤞
@user-hz2mx6ir8n
@user-hz2mx6ir8n 4 ай бұрын
Chokwad iweee varikuzvarana vawande kuzoda kuzorwisa vanhu ibhokoharamu iyi irikutokura vachatiuraya vanhu moyo yavo yakaoma sedombo
@user-py9wi1dt1t
@user-py9wi1dt1t 4 ай бұрын
They seem resolute in their beliefs, with the way they speak you will have a hard time convincing them otherwise.
@user-si2pf8jh4w
@user-si2pf8jh4w 4 ай бұрын
Saka it's all about eating no greater plans
@TawanaTazvitya
@TawanaTazvitya 4 ай бұрын
Ndaseka hangu inii, hanzii murume wangu ndiye Mwarii wangu imika😂😂😂😂
@user-sy7ku1xo5k
@user-sy7ku1xo5k 4 ай бұрын
They're not wrong
@user-cv7yb6hb5m
@user-cv7yb6hb5m 4 ай бұрын
😂😅😅
@user-qe7jo2eg3s
@user-qe7jo2eg3s 4 ай бұрын
Ndozvinotaura bhaibheri zvavataura Kuti mukadzi Pasi pemurume
@cresenciamuzenda8535
@cresenciamuzenda8535 4 ай бұрын
Saka masungwa neCCC here amai😂
@chimexymanchimexyman3752
@chimexymanchimexyman3752 4 ай бұрын
Kkkkk Ccc kwakungodawoo kuti hurumende inotonga ichinje pfungwa...... but hawanaka zvitupa zvekuivhotera so vari useless
@tafadzwatashaya6602
@tafadzwatashaya6602 3 ай бұрын
Vashaya kani 😂😂😂
@user-bs1vl9eu3h
@user-bs1vl9eu3h 4 ай бұрын
Please taneta nazvo izvi murikumanikidzireiko vanhu nhai. Please help street kids first kn muine hanya
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 4 ай бұрын
Taura hako
@user-yb6py7rb9g
@user-yb6py7rb9g 4 ай бұрын
Vana vakawanda mu nyika varikutambura nyika yose sika sika nevanhu vakazvigarira zvine basarei vakumbira munhu anything here batsirai Varikuda kubatsirwa
@tracytafadzwadutiro7199
@tracytafadzwadutiro7199 4 ай бұрын
@@user-yb6py7rb9g maonerowo enyu
@Rumbie9984
@Rumbie9984 4 ай бұрын
Mambo Ishu
@AnywayGwama-nk5dg
@AnywayGwama-nk5dg 3 ай бұрын
In Marondera there is also a place called KuDurawall which is next to Meki Cemetery there is ppl staying there In the durawall and it's been long these ppl staying
@PahashaTv
@PahashaTv 3 ай бұрын
Inbox on our channel line 0719241592
@providenceruvengo8026
@providenceruvengo8026 4 ай бұрын
Okay
@LindahPheobe
@LindahPheobe 4 ай бұрын
Madofo
@parwadamutero
@parwadamutero 4 ай бұрын
Ummmm ndakutyai nekushanda semajuru😂😂😂
@user-lk5uk9gq5b
@user-lk5uk9gq5b 4 ай бұрын
Kkkkkk pamhata penyu vana mai imi aka gadzwa naMwari upi.... Aka pinda neCoup ndiMwari
@mpingavinti6663
@mpingavinti6663 4 ай бұрын
Asi Ishmael anebarika here
@User-pk3nn8dl8
@User-pk3nn8dl8 4 ай бұрын
Munovhota here
@UncleO001.
@UncleO001. 4 ай бұрын
These women should stop bringing politics into their shenanigans
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 4 ай бұрын
😂😂😂ndaseka zvangu ini
@kennymakanya6201
@kennymakanya6201 4 ай бұрын
Anamai vacho looking good, smart and health. I got what they are up to. Gvt should assist them, they must send kids up to grade 7. At least to read and write. Maprojects and whatever zvavarikuita its good .
@tracytafadzwadutiro7199
@tracytafadzwadutiro7199 4 ай бұрын
One case study dudu the old one and the new one
@user-eu1wp1iq1i
@user-eu1wp1iq1i 3 ай бұрын
True
@loloLoraine5050
@loloLoraine5050 4 ай бұрын
Purazi ndera Ishmael ndiye wamuridzi wepurazi ari kukushandisai kabisira ndoosaka mati hatichanamati munhu anozvinamatira kumba kwake , pagara pakomboni panoitwa zvose shandiswai iye agere panonzi pake ,
@EdmondKashaya-iv9nm
@EdmondKashaya-iv9nm 4 ай бұрын
Mukatarisa vakadzi ava mungati vanhu vanoshupika here avo.Ngatiende panyaya chaipo inobatika Kwete kurti vanhu vashaya chikafu.Munhu akadzidzq chaiye munyika umu vamwe Havagone kuita mabasa acho avakadzidzira nekudya kwekudhayw experience but avo vafana avo pamwe vakutoziva practically more not theory.Ngatiti ngavaendese vana kuchikoro zvinganzwike ASI zvavarikudzisa vana vivo zvakakoshera mwana wese incuding veduwo ASI paneer Vedú ndoovarikutoswera vachiputw mutoriro kunzeuko ende nyika Haina mabasa moswero rambidza vanhu varikutovaka ramangwana revana.Vapei zvimwe zvekuita zvingadiwa Kwete kurambidza zvinhu zvakqnaka kuti zviitwe
@barbarabats5280
@barbarabats5280 4 ай бұрын
Auto electrician wakazvirota here, say muri kuti muri kudzidzisa vana kana muchiudzwa naMwari.
@hazelchihoro4465
@hazelchihoro4465 4 ай бұрын
he does not look well , the mechanic hopefully they are provided with medical health services e.g testing for diseases etc
@user-ng6em7cf4k
@user-ng6em7cf4k 4 ай бұрын
Saka vanozonoshanda kupiko vana ava Ivo vasingabudi mupurazi umu?
@zenchen5792
@zenchen5792 3 ай бұрын
I’m not going to waste my time listening to this 🙄. Rega ndinonzwa zvangu vanaTafadzwa vane njere.
@moilachiwocha7576
@moilachiwocha7576 3 ай бұрын
Makavoter here imi
@jonahtavengwa4040
@jonahtavengwa4040 4 ай бұрын
Hezvoko 🎉
@tickysonmukanjari2984
@tickysonmukanjari2984 4 ай бұрын
BWAAAAAA
@patiencezisengwe6528
@patiencezisengwe6528 4 ай бұрын
Kkkkkkkkk heyaaaa ko kana ari pilot kune ndege here ikoko
@user-sg1qs9jx3y
@user-sg1qs9jx3y 4 ай бұрын
Aaaaa vanhu vakutoda dzidziso saka avachashandi mamww mabasa here vana avo pliz vana ngavaende kuzvikoro
@shandeman4355
@shandeman4355 3 ай бұрын
Confused clan 😢😢
@barbarabats5280
@barbarabats5280 4 ай бұрын
These people were brainwashed. Vese they are talking same language. Ishmael akawana labour yemahara, all the projects they are doing are benefiting iye Ishmael. Most of these people were lodgers. Vanga vasina dzimba except for a few. Vakatowanawo pekugara pemahara.
@user-ib7uv6sz9t
@user-ib7uv6sz9t 4 ай бұрын
Ko wakarova Professor netsvimbo ndiani hamusati mafa nenzira
@dambudzoemma3991
@dambudzoemma3991 4 ай бұрын
Mave kutaura zvekuvota nezanu pf cz mave nemhosva makadii kutaura musati masungirwa ZIBABA RENYU RESHWA ISHUMAIRI
@simbarashemugabe2559
@simbarashemugabe2559 3 ай бұрын
Are certified to be an auto electrition
@beautychitoro2207
@beautychitoro2207 4 ай бұрын
Ooooh finish 🙆🙆🙆ava vanotoda kutanga parade 0
@SharonMahachi-yr1mh
@SharonMahachi-yr1mh 4 ай бұрын
Hanzi CCC nezanu pf chiiii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@florencemutsikwa2411
@florencemutsikwa2411 4 ай бұрын
Hanzi hatiteveri ccc ndeya satan totevera zanu ndoyakaiswa naMwari ko politics dzapinda nguvaizve aaaaaaa
@shannelmatsaure7657
@shannelmatsaure7657 4 ай бұрын
Koo CCC yapinda papi vanhu vanorwara ava😂😂😂😂😂😂
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 4 ай бұрын
Vari kuitira kt zanu imire nawo
@user-kk5nr3tj4w
@user-kk5nr3tj4w 4 ай бұрын
Ndipo pavarasika vanoda kufadza president vagosiiwa
@faraimushumba5430
@faraimushumba5430 4 ай бұрын
Nhai nhai
@memoryncube8391
@memoryncube8391 4 ай бұрын
Kkkk mapurisa nde CCC here , inga wani mzukuru waED akati vasungwe CCC inopinda papi
@chakupamukuruzado7347
@chakupamukuruzado7347 4 ай бұрын
Endesai vana kuzvikoro kuzvipatara
@TheZuluman7
@TheZuluman7 4 ай бұрын
These people are self sufficient as far as food is concerned & are in good healthy. I see 3 our of 5 women carrying babies , the birth rate must be pretty high
@melodyziyambi
@melodyziyambi 4 ай бұрын
Varikutobara zvakanyanya kut chinzvimbo chavo vawande semusheche wegungwa
@user-Ruvumbo
@user-Ruvumbo 4 ай бұрын
Chinongondibhowa pavanhu vanopinda masowe im not sure kt vose here bt vazhinzi vacho vanotoona sekuti kuenda kumasowe ndiko chete kunamata hanzi vanhu vekunyika kana kt vasinganamati so does that mean kunamata uri kuchipostori ndiko kwakapfuura vamwe here vekuma different churches 😢
@josephinefuramera8122
@josephinefuramera8122 4 ай бұрын
Unotonyara sure imagine mai vemumwe munhu kkk zvakaoma toresai vana mabirth
@user-uo2ru6jl8z
@user-uo2ru6jl8z 4 ай бұрын
What u see is not what u know if u can't get it forget it and ignore it
@user-oe7yz6dd6o
@user-oe7yz6dd6o 4 ай бұрын
Very talkative these women tibvireipo
@patiencezisengwe6528
@patiencezisengwe6528 4 ай бұрын
Dzosai Duduzile family ya Tinashe me hama Dza Dudu to he world..
@erickchaitezvi2803
@erickchaitezvi2803 4 ай бұрын
regai Mwari vati vamhu vangu vaparara nekushaya zivo
@sausage9806
@sausage9806 4 ай бұрын
But wat if report was fabricated
@bishopjaisonrmandigo5574
@bishopjaisonrmandigo5574 4 ай бұрын
Freedom of religion their right in their sense not in our senses so leave them
@user-pe5ho3gu7h
@user-pe5ho3gu7h 4 ай бұрын
Regai vanhu vanamate chinamato chavanoda semutemo kuti namatai chitendero chaunoda saka zvaipira papi
@takudzwamagoshe6094
@takudzwamagoshe6094 4 ай бұрын
Pliz regai vanhu vazviraramire zim yakaoma imi kana akaenda ku üniversitey mwana muchamupa basa here ? Graduates doing mutoriro and all sorts of drugs so siyai vazviitire life yavo isinei nemari
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 4 ай бұрын
Taura hako vanhu ava vatori rite pahurongu hwawo
@gerald1mada31
@gerald1mada31 4 ай бұрын
True ngavasiyane navo vanovapeiko zvavanoti ibvai kwamuri hanzi zvakesari kwakesari 💃💃💃
@belindamangoti692
@belindamangoti692 4 ай бұрын
Ehh asi ngavasarodzeo vana vadiki veduwee
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 4 ай бұрын
Ngavasiye vanhu vazvigarire
@sausage9806
@sausage9806 4 ай бұрын
I agree, hurumende inofanira kuzongopota vachitarira kuti zvakamirasei coz madzibaba ishu vanozongogona kuti mweya wati tichifa hedu tese tipinde muParadiso tiripamwepo😅
@priscamawaka
@priscamawaka 3 ай бұрын
But ndangoona vakadzi 2 varikunzi vari health ko vamwe mavaona hre
@lyshershumbayawonda5493
@lyshershumbayawonda5493 4 ай бұрын
Ko munogoti kufiwa kunofiwa nekuti munhu haararame zvachose ko zvamakanzi muchararama 900 years wani. Vanhu ava vakazungaira mhani
@jacobzinguvo1030
@jacobzinguvo1030 4 ай бұрын
😢 apo pakuzoti ndakanzwa kuti uyu ndiye mwari wangu matiiro enyu anozadzisa mashoko ebhaibheri ndiyo nguva yekupedzisira iyoyi
@ellenrufux9831
@ellenrufux9831 4 ай бұрын
Ava vakatodhakwq kare havagadzirisike ava
@user-bp1lv1fl4x
@user-bp1lv1fl4x 4 ай бұрын
😂😂😂😅 shem shuwa havachagadzirike saka vachasvikepi nehwupenyu wekugara usina birth & I.D kushaya ruzivo rwekuchikoro kwakaipa
@SelinaMatsumani
@SelinaMatsumani 4 ай бұрын
Kkkkkkkk Mwari wedu😅😅😅😅😅😅
@lizziecharlottechinembiri6559
@lizziecharlottechinembiri6559 3 ай бұрын
Haaaa sungwai mese mazikundebvu haiwawo
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 106 МЛН
Каха и суп
00:39
К-Media
Рет қаралды 6 МЛН
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
Drewmas Media
Рет қаралды 79 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 6 М.
🎙RADIO JEKAFO 22 JUILLET 2024 🔴EN DIRECT
31:34
KABALA
Рет қаралды 7 М.
Headman Chigodora voteverwa nenyaya
22:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 206 М.
@HeadmanChigodora baba vane ndiro yemuti
35:52
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 60 М.
Update on madzibaba Ishmael | Update on John Zvivi and Alister Sibanda.
30:57
Chisionekwi pa Nyagundi Bocha Marange Sekuru Mandare
59:15
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 62 М.
Nurmuhammed Jaqyp  - Nasini el donya (cover)
2:57
Nurmuhammed Jaqyp
Рет қаралды 189 М.
지민 (Jimin) 'Who' Official MV
3:28
HYBE LABELS
Рет қаралды 15 МЛН
Erkesh Khasen -  Bir qyz bar M|V
2:43
Еркеш Хасен
Рет қаралды 620 М.
Munisa Rizayeva - Aka makasi (Official Music Video)
6:18
Munisa Rizayeva
Рет қаралды 5 МЛН