Pashata😳Vaitumira maPassport avo kundodhindisa kuBoder vakuisa Ban inzwai afumura dhir rema 3months

  Рет қаралды 11,149

Rumbidzai Tv

Rumbidzai Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 53
@CASHBOYTIPS
@CASHBOYTIPS 2 ай бұрын
Thank you for the updates 🙏
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 ай бұрын
My pleasure 🙏
@Gilbert-y8j
@Gilbert-y8j Ай бұрын
Pa border hapana kushata iwe ndiwe wakashata unotaura manyepo
@Gilbert-y8j
@Gilbert-y8j Ай бұрын
Ndezvake izvo ini ndakutoda kupiwa mari ye retirement nemurungu wandakashandira from 2003 upto now 2024 handizivi Kuti passport yakaita sei pa border ndopinda madiro saka musazvinetsa netwunyaya utwu border nderedu isu ma Zimba tisu tinoziva zvonoitikapo tibvireiapo
@FungisaiMudadi
@FungisaiMudadi 2 ай бұрын
We're here to stay, ndezvake journalist iyeye tichatambura kusvika zvakanaka
@Sarah44557
@Sarah44557 2 ай бұрын
Anoda kurohwa anehutsinye nehama dzake shuwa kufumura zvinhu zvirikuraramisa vanhu vekumusha kwako shungurudzisa mwana wamaivangu aaaa mazimba tineutsinye bt vamwe vano cavirana wani semaNegeria nevamwe vedzimwe nyika bt uyu auraisa hama dzekumusha anemoyo waMunangagwa
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 2 ай бұрын
Tafadzwa Jumo uri mwana wasatan
@NetsaiDzingirayi
@NetsaiDzingirayi 2 ай бұрын
Friday ndakabvako kwaitove normal
@lindiwencube-ho1wj
@lindiwencube-ho1wj 2 ай бұрын
Magara makavhoronga zvinhu don't blame Lobengula
@AkhonaMhlangana
@AkhonaMhlangana 2 ай бұрын
Mwataura chokwadi Sisi ❤
@miriam-z1y
@miriam-z1y 2 ай бұрын
😢😢😢Munhu wezanu atumwa Kuti vadzingise vanhu but waita chakanaka wazviitira waita chakaipa wazviitira uchazivikanwa hake
@cephancube4794
@cephancube4794 2 ай бұрын
Amashona ngodoti babantu
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 2 ай бұрын
3:03 dont mislead people syndicate yacho is well organised mapassport aya haafe akarasika wangu angatobatwa nepolice not kuti arasika ndezvekunyepa
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 ай бұрын
@@mucherorichard4670 talking from experience 🫡
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 2 ай бұрын
@@Rumbidzaitv we are in that system
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 ай бұрын
@mucherorichard4670 ok sir ska zvoitwa cy nhau yaitwa najomuiy
@mucherorichard4670
@mucherorichard4670 2 ай бұрын
@@Rumbidzaitv give time zvinogadzana
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv 2 ай бұрын
@@mucherorichard4670 I believe so too thank you sir🫡
@priscamunyonga1189
@priscamunyonga1189 2 ай бұрын
And akashandisa secret camera achivavhunza vakomana vemabus camera yaisaonekwa
@TheGreatJohane
@TheGreatJohane 2 ай бұрын
Azvifumura kuti Kuba here assays zvekufumura munhu iyeye ndiani ko
@providencemoyo8762
@providencemoyo8762 2 ай бұрын
Ulamanga wena mani.
@Eva3rt
@Eva3rt 2 ай бұрын
Ss vangu vaenda ku SA vakatotenga madays nhasii chaiye vatenga neR100 3 months
@davisonzamani5197
@davisonzamani5197 2 ай бұрын
Vanhu modhuva kunyepa nyepa madays arikungobuda zvakadaro kungoti moda kuzobhadhara mega muchimakisa ipai madriver vaite maths dzavo
@charitymatewa-ym3jd
@charitymatewa-ym3jd 2 ай бұрын
Azvitaurirei. Journalist iyeye anoda kupisirwa I'mba yake
@Blessing-y9x
@Blessing-y9x 2 ай бұрын
Musango vhundutsa vanhu muchiti pashata pashata sezvinonzi zvatanga nhasi
@floe475
@floe475 2 ай бұрын
Uriwekumama iwewe ukutaura zvisiko but munhu iyeye atengesa msoro bhangu wake
@MasavaJohn
@MasavaJohn 2 ай бұрын
Tsvaga dzimwe nyaya iwe
@bongomuffin5768
@bongomuffin5768 2 ай бұрын
Unonyepa iwe rumbi
@Masline-q6b
@Masline-q6b 2 ай бұрын
Hy Rumbi pliz taura neshona hako iwe kana content yako iri according nezvama forena muno
@priscamunyonga1189
@priscamunyonga1189 2 ай бұрын
Aunyepi ndakaiona storie iyoyo ya journalists iyeye akaiitira pa bosman yakabuda sataday pa tv
@priscamunyonga1189
@priscamunyonga1189 2 ай бұрын
And akashandisa secret camera achivaita interview pabosman mumabus
@jenniferngwenya2537
@jenniferngwenya2537 2 ай бұрын
Shona people are very funny . They can sell their mothers for money . Was there any reason to reveal such when people are suffering so much to try and make ends meet .
@BongumusaAmbrose
@BongumusaAmbrose 2 ай бұрын
Thats the problem with shona people
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 2 ай бұрын
Was lobengula tshabangu . ncube. mpofu shonas pfutseki wako mudoto
@ezramakusha8559
@ezramakusha8559 2 ай бұрын
Is Tsabangu a shona
@bridgetndlovu1190
@bridgetndlovu1190 2 ай бұрын
Please speak in English to accommodate everyone
@Namib-m5s
@Namib-m5s 2 ай бұрын
If she speaks in English then the wrong people will hear!
@BongumusaAmbrose
@BongumusaAmbrose 2 ай бұрын
Thank you for your update but try to use English next time so that you accommodate everyone
@Masline-q6b
@Masline-q6b 2 ай бұрын
Haa nhaiwe ataure ne english sei iye arikuitira isu mazimba so english ndeyei moda kufadza vavengi here
@BongumusaAmbrose
@BongumusaAmbrose 2 ай бұрын
@@Masline-q6b l'm sorry
@emiratemuchadakuenda6922
@emiratemuchadakuenda6922 Ай бұрын
Asi tinewo maNdebele, Sotho kuZimbabwe kwacho wani. Kungotiwo chirungu chacho tobva tanzwika kuti tirikutii​@@Masline-q6b
@lindiwencube-ho1wj
@lindiwencube-ho1wj 2 ай бұрын
Zvinhu zvacho kugona kutaura chete
@ColiciousMpofu
@ColiciousMpofu 2 ай бұрын
People must get used to use English because Zimbabweans are not shona people only
@GreyMurare
@GreyMurare 2 ай бұрын
Zim is for Shona people pfutseki
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@EverestSimau
@EverestSimau 2 ай бұрын
Ma days arikutorwa mangani
@MaggieMuwandi
@MaggieMuwandi 2 ай бұрын
Zvagara zvakadaro asi tiri kungodhindisa
@trustchipunza6727
@trustchipunza6727 2 ай бұрын
Anoda kurohwa
@MpofuArcher-dl5yk
@MpofuArcher-dl5yk 2 ай бұрын
This girl is always lying
@NannyMaria-l5n
@NannyMaria-l5n 2 ай бұрын
Urikuita noise musuri wako iwe hazvinei newe tokubunda zvakandaro ..shut ur full😏😏
@VenusCris
@VenusCris 2 ай бұрын
Try get true news dont just try to get views for nonsense
@MasavaJohn
@MasavaJohn 2 ай бұрын
Tsvaga dzimwe nyaya iwe
IT WAS THE DEVIL: THE CLOSURE DNA SHOW S13 EP36 #dnaman #tinashemugabe
36:11
The Closure DNA Show
Рет қаралды 147 М.
Try Not To Laugh 😅 the Best of BoxtoxTv 👌
00:18
boxtoxtv
Рет қаралды 7 МЛН
World’s strongest WOMAN vs regular GIRLS
00:56
A4
Рет қаралды 12 МЛН
СОБАКА И  ТРИ ТАБАЛАПКИ Ч.2 #shorts
00:33
INNA SERG
Рет қаралды 1,4 МЛН
Mukadzi Haachade Murume | Chief Ngezi | Publicsphere
42:34
BUSTOP TV
Рет қаралды 13 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 65 М.
Car accident mi 1 boral, 2 hliam tuar.. Nimin tlaia mi, tukina hriat chauh anih dan
22:08
Try Not To Laugh 😅 the Best of BoxtoxTv 👌
00:18
boxtoxtv
Рет қаралды 7 МЛН