Shandirai Rwendo

  Рет қаралды 109,554

Grace of God Choral grp

Grace of God Choral grp

3 жыл бұрын

Пікірлер: 79
@zondiemazvo1459
@zondiemazvo1459 3 жыл бұрын
Ndinotenda hamadzangu nerutsigiro rwenyu
@sylvesterbhachi2311
@sylvesterbhachi2311 2 жыл бұрын
Aiwa you deserve the support mhani ndezvenyu izvi
@samanthacandy1466
@samanthacandy1466 2 жыл бұрын
you are the best Zondie, , , song yandirwadza hangu iyi😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@isaacsithole8393
@isaacsithole8393 Жыл бұрын
Amen
@stephenndlovu8892
@stephenndlovu8892 8 ай бұрын
Ngiyazithanda ingoma lezi ngizwa ngisiba lamandla wonkweza umsebenzi ka Jehova ngaso sonke isikhathi
@DilanjairossePreso-hz7eh
@DilanjairossePreso-hz7eh 3 ай бұрын
2024❤ tiripo here?
@EliasMupome
@EliasMupome Ай бұрын
Chokwadi ngatishandireyi rwendo nokuti kune kuchayendwa kty nyika ichinge yaguma Ska chakudiwa kuzvisarudzira kwaunoda kuyenda kudenga kna kugehena
@isaacsithole8393
@isaacsithole8393 Жыл бұрын
Ndaifarira song iyi rambaimakadaro mwari avenemi🥰❣💯💯💞💞💞
@tinarwomupingwa3656
@tinarwomupingwa3656 9 ай бұрын
Powerfull Zondi
@PreciousMaciline-qh6fn
@PreciousMaciline-qh6fn Жыл бұрын
Makandigonera pasong iyi , rwendo runorwadza
@sinceshmasthoe9565
@sinceshmasthoe9565 3 жыл бұрын
M in tears ryt now listening to this song # God bless you guyz keep on doing gud work 🙏🙏
@nomorechikoko2740
@nomorechikoko2740 11 ай бұрын
😢mwari wangu mwari wangu
@prosperchindove2390
@prosperchindove2390 2 ай бұрын
Amen amen hama dzangu 🙏🙏🙏
@givemoresigar2255
@givemoresigar2255 Жыл бұрын
Amen👏
@georgechiuchi9994
@georgechiuchi9994 Жыл бұрын
Mukoma Zondi Rambai makadaro ndinonzwa kunge ndatoriona denga racho
@flossyndlovu3563
@flossyndlovu3563 Жыл бұрын
Amen
@esthermsiza3169
@esthermsiza3169 2 жыл бұрын
emotional song, God I pray give me strength to prepare for my journey
@eunicememorynyandoro5633
@eunicememorynyandoro5633 2 жыл бұрын
Mwari tigonesei tigone kushandira nekugadzirira rwendo rwekuuya kwamuri.
@kudatrig4217
@kudatrig4217 3 жыл бұрын
Apa mavakutaura zvinoyera ska ndadzidza kururama nekuti mandipa mbuva yeupenyu isingashishe parwendo
@OctaviaMhembere-ft7dv
@OctaviaMhembere-ft7dv 3 ай бұрын
So touching song😢😢
@simonsakala1256
@simonsakala1256 Жыл бұрын
One such melody inodzikisa nyasha dzedenga, keep up the good work team
@user-ol3zt2jz5y
@user-ol3zt2jz5y Жыл бұрын
@moreshannel2461
@moreshannel2461 Жыл бұрын
Glory glory glory ..Heaven is the goal and heaven is beautiful ❤
@libertymtemarjr1793
@libertymtemarjr1793 Жыл бұрын
song iyi ini ino ndibata chaizvo
@tapiwamhiripiri
@tapiwamhiripiri Жыл бұрын
This song is so powerful eish make my tears come out keep it up doing a good job
@brendamutero6436
@brendamutero6436 Жыл бұрын
Amen kushandira rwendo kwakakosha 💖:
@angelinehadebe674
@angelinehadebe674 2 жыл бұрын
Hallelujah Ngatishandirei rwendo
@samanthacandy1466
@samanthacandy1466 2 жыл бұрын
this song touched me, , handichada kurovha kumasowe futi
@marykanyoka629
@marykanyoka629 3 жыл бұрын
For real my tears will come out when I hr this song for shoo keep on going and God bless you
@MwanaWeMberengwa_03
@MwanaWeMberengwa_03 2 жыл бұрын
♥️
@hildasengweni7858
@hildasengweni7858 2 жыл бұрын
Yohwe ndiye Zondie wedu wataiona pana siyoyo asimba kudai here. Mune chipo chenyu chokwadi
@graceofgodchoralgrp3471
@graceofgodchoralgrp3471 2 жыл бұрын
Kkkkk hongu
@massvibe1055
@massvibe1055 6 ай бұрын
vanhu mukateerera rwiyo urwu zvakanaka naka munotendeuka trust me
@MercyMukotekwa
@MercyMukotekwa 2 ай бұрын
Runodzamisa ndangariro rwiyo urwu my husband passed away
@ivaimatenda4974
@ivaimatenda4974 3 жыл бұрын
Mwari variko shuwa ndinonzwa dzichiburuka nyasha
@clyvieisaact.c.ceilingexpe187
@clyvieisaact.c.ceilingexpe187 3 жыл бұрын
Ngatikomborerwei naMwari idi.keep the good work guys rambai makabatana
@EvidenceMwembe-qr8js
@EvidenceMwembe-qr8js Жыл бұрын
Wonderful from Grace of God
@faraigappah9841
@faraigappah9841 2 жыл бұрын
Pakudiwa colabo nadhuterere
@andrewharryvushe4419
@andrewharryvushe4419 2 жыл бұрын
Powerful message feel like crying thinking of my late son.
@edwinshamu3350
@edwinshamu3350 3 жыл бұрын
keep spreading the message
@ednamirriamburawa8578
@ednamirriamburawa8578 2 жыл бұрын
Masongs enyu anondiitira ndomaridza everyday anoita kuti ndigare ndiri munyasha anondikomborera Mwari ngavakuwedzerei wisdom pabasa ravo mukusunungura vakaremerwa nekuti simudzira pachikero chemweya
@takudzwamangisi4639
@takudzwamangisi4639 Жыл бұрын
😭😭😭😭
@happymandiriri8797
@happymandiriri8797 Жыл бұрын
Song iyi inondi bata moyo wangu uumm makagona gurz rambai makabatama
@Moyo_17
@Moyo_17 3 жыл бұрын
💥
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 3 жыл бұрын
Amen,Mwari ngaakudzwe hama
@matthewchitova7050
@matthewchitova7050 2 жыл бұрын
Ngaarumbidzwe ishe
@laizagonda6637
@laizagonda6637 Жыл бұрын
Chipositora ndochangu
@Kukue899
@Kukue899 19 күн бұрын
Zondie
@TanashaTv135
@TanashaTv135 2 жыл бұрын
This song touches me a lot keep spreading the gospel
@ivaimatenda4974
@ivaimatenda4974 3 жыл бұрын
Zondi unoimba be blessed
@nyashaF
@nyashaF 2 жыл бұрын
And the crew is awesome too
@leroynene7283
@leroynene7283 2 жыл бұрын
Itirwai nyasha varume. Munondigonera ini
@deadshotmist6653
@deadshotmist6653 Жыл бұрын
powerful🙏🙏🙏
@giftndawana
@giftndawana 6 ай бұрын
🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@ruthhozheri9377
@ruthhozheri9377 3 жыл бұрын
Amen we need to work for this journey of death
@matccaystvmtm9425
@matccaystvmtm9425 3 жыл бұрын
Baba kiki mwari ngaakuwedzerei mmmm ndafunga kure rwendo mmmm i love u my bro pass my regards to Grace of God members ndouya soon .AMEN.
@isaacsithole8393
@isaacsithole8393 Жыл бұрын
Yes chokwadi
@silibatasara5419
@silibatasara5419 Жыл бұрын
Powerful🙏🏼
@anesu6479
@anesu6479 2 жыл бұрын
life, the art and journey of dying,
@lovemorematambo7985
@lovemorematambo7985 Жыл бұрын
Aaaaa zvondi unoimba kudai
@dzemudurawithchichi5436
@dzemudurawithchichi5436 2 жыл бұрын
Powerful
@timycenmaruma1850
@timycenmaruma1850 Жыл бұрын
🔥🔥🙏🏽
@anashemacharika1075
@anashemacharika1075 3 жыл бұрын
🔥🔥
@faraikunaka7357
@faraikunaka7357 3 жыл бұрын
Good work zondie Zondi ndibatsirewo ndikutsvaga song yako nevideo racho inonzi tichanoimba hossana Thanks in advance
@tarisobosha2940
@tarisobosha2940 2 жыл бұрын
🕊️😭😭😭😭😭
@timbeers7682
@timbeers7682 2 жыл бұрын
Love the music and videos! Are there any plans for an album?
@graceofgodchoralgrp3471
@graceofgodchoralgrp3471 2 жыл бұрын
Yes we hv
@graceofgodchoralgrp3471
@graceofgodchoralgrp3471 2 жыл бұрын
Album # 6
@farayimlambo2772
@farayimlambo2772 2 жыл бұрын
😭
@leachikukwa1557
@leachikukwa1557 2 жыл бұрын
😢😭
@princehotera5529
@princehotera5529 3 жыл бұрын
ummm Zondie anoimba zvake
@marciarambanepasi5735
@marciarambanepasi5735 2 жыл бұрын
I used to this guy pafidelis wangauri best actor wangu nasiyoyo ndaitoti kana pasina zondi na siyoyo hapana chaindinakidza, keep going munhu wamwari
@marciarambanepasi5735
@marciarambanepasi5735 2 жыл бұрын
I used to see
@Kundai297
@Kundai297 2 жыл бұрын
Rwiyo irwu rwakadzama, runo bata chose. Ndezva Mwarwi izvi munosvitswa chete vaZondi. Musa ringe shushe vaPostori vaShe 🙏
@kudatrig4217
@kudatrig4217 3 жыл бұрын
Ndipeiwo app number vakomana
@graceofgodchoralgrp3471
@graceofgodchoralgrp3471 3 жыл бұрын
chat.whatsapp.com/DHEcT0lhpE3AnRYNu24VU6
@talentmakanda2223
@talentmakanda2223 Жыл бұрын
❤️
@blessingmasenhu716
@blessingmasenhu716 Жыл бұрын
Amen
Rwirai zita renyu
7:02
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 149 М.
Nziyo dzenyasha volume 4
27:18
Zviratidzo Zvevapostori Church (Official) TV
Рет қаралды 20 М.
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 68 МЛН
New model rc bird unboxing and testing
00:10
Ruhul Shorts
Рет қаралды 23 МЛН
Best father #shorts by Secret Vlog
00:18
Secret Vlog
Рет қаралды 22 МЛН
Ndinewe
7:24
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 1 МЛН
Jesu vakaenda
5:55
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 59 М.
Zviratidzo zvevapostori,Mwanangu Tadiwanashe
6:15
KUTENDA KWEVAPOSITORI CHORAL GROUP
Рет қаралды 4,3 М.
Johane Masowe Muchinjikwa- Hossana Mukuru
8:45
Johane Masowe Muchinjikwa
Рет қаралды 408 М.
Gweta rangu
7:31
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 1 МЛН
FOLLOWERS OF CHRIST-NEHUNYORO(BONUS TRACK)
7:01
Followers Of Christ RAFC
Рет қаралды 124 М.
Baba vebenzi
7:49
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 237 М.
Tinofamba neminamato
6:35
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 428 М.
Mhandu
5:21
Grace of God Choral grp
Рет қаралды 127 М.