Mkoma Nashey vanhu vakaita samarwei uyo havafanire kupihwa manbr evanobatsira pano. Satan anoda kupengesa munhu asina chaamutadzira ariye ari kuto torera munhu murume wake. Newe futi f..k off iwe. Uri nzenza kubva uri mwana mudiki. Tinotoitawo hasha dzaka pfuura dzako for vanhu vanouya vachida kutityisa zvisina basa 🚮🚮🚮
@zeanandetluyu645014 күн бұрын
Haaah avomayi vakarohwa nemudhumbu I think I ndavaziva if vakataura chokwadi or vakakumbira ruregerero vanogona kupora because ndakasangana vayo nyaya iyi pandinogara anda mayiivavo varikurwara because of munamato wangu vaizama kuroya mwana wangu ndichisangana navo 3 times mahusiku last pavakauya ndakavadyisa mushonga wavo kuhope now varikurwara zvisingaiti
@chelsianachitsama216614 күн бұрын
First confession maiguru musadaro....musade kushandisa mwari at your advantage....kana muchirikuda zvekuroya why not look for mishonga or vamwe vanoroya kuti vakubatsireyi....mwari havashandisike pakadai ...God will only answer those who are willing to change their ways...Yes its not easy kusiya huroyi i have been listening to some confessions and testimonies... But madii machinja nzira dzenyu...Kana mukange manyatsozvipira kuna Mwari hakuna anokwanisa kukuvhiringidzai....Ityai mwari veduwe...
Damn that arrogant ngomwa iyo arikuda kubatsirwa yet arikudana nemurume wemunhu-I hope uchafa nekubuda ropa muchibereko chako zvichikuradza chaizvo! Evil person you need to repent and if you don’t uchafa soon!
@chelsianachitsama216614 күн бұрын
Second confession....Maiguru mushonga will never last forever munhu anozongopepuka and anodzokera kumhuri yake...kana kuri kúti mauraya gulez you will never have peace ...yes I understand munorwadziwa nekushandiswa nevarume vanakambodanana navo but zvimwe zvacho zvinoda kuenda kunonamatirwa nekuzvinamatira....ma spiritual husbands plus jambwa from vavengi but if you pray kuna mwari and have patience zvinoita mowana wenyu chaiye...i hope you recognise my commet and try to hear me out....Mwari Havasi benzi vanokuziva and he loves you....He is waiting for you to repent and pray
@maruvaenyika8 күн бұрын
Ummmmm Hupenyu mtoro shuwa
@IamHephzibahIsrael14 күн бұрын
2nd confession. The Lord rebuke you and may your plans fail utterly in Jesus name. Lord Jesus may you preserve the woman's marriage and life in the mighty name of Jesus. May no weapon fashioned against her Ever prosper!!!!!! Why do people hide with "you should not judge me" it's not an issue of judgement, its a matter of people hating WICKEDNESS!!! THERE IS A DIFFERENCE.
@tinevimbo875113 күн бұрын
Shuwa mune hutsinye ko maiguru vatadzei uri kurohwa neshamhu yako uchazvidemba nekuti kudenga kuna mwari tsk
@SandraShamisoDerah14 күн бұрын
2nd conversation u say unoda n'anga inoita kuti gulezi vapenge or vangosiya marriage yavo sisi read tbe bible says WHOREMONĜERS, ADULT ERS,LIARS, THIEVES, MURDERERS and all evildoers such wl not inherent the kingdom of God but their reward is in the lake of fire gehena ririko asikana marriage is a union that was created by God saka kurambanisa vanhu vakaroorana KUTADZIRA MWARI sista its a fearful thing to be in the hands of God ITYA MWARI secondly my dear wakadeura ropa risina mhaka nekuita abortion dai waiziva zvakakumirira when u die ungadai usiri kuganza zvauri kuita izvi all k can ask u to do is TENDEUKA Bible says TSVAGAI JEHOVA ACHAWANIKA AKAIPA NGAASIYE NZIRA DZAKE siyana nevarume vari married bible says WHATEVER GOD HAS JOINED LET NO MAN PUT ASSUNDER Àuchanodaira mubvunzo kuna Mwari