vakaroverana ***** parufu ,Chinzwa matongerwo ayakazoitwa

  Рет қаралды 81,772

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Жыл бұрын

Пікірлер: 254
@bravochanaka8623
@bravochanaka8623 Жыл бұрын
Headman Chigodora Pliz Tivakireiwo imba yekuitira Dare Vanhu varikubhadhara mari dzedare vani
@danielshidute3054
@danielshidute3054 Жыл бұрын
Vanongodya Mari ava shame
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Kune covid panze ndizvo
@bravochanaka8623
@bravochanaka8623 Жыл бұрын
@@chiyenyumba7135Saka mukurewa hre kuti vana veku Zvikoro vari kudzidzira panze
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@bravochanaka8623 Dare harisi chikoro..... 😂 Zvakatowanda zvasiyana ipapo.
@blessy74
@blessy74 Жыл бұрын
Pasichigare madzitateguru aitongera mhosva pasi pemuti saizvozvi
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Mukoma na young brother mukoma is so humble. Stand ndeya mai vakai mese. Young brother ane shanje memukoma he is forgetting kuti his father is from Mozambique enda unopihwa stand ikoko ku Moza mufana. Stand ndeya mai. Haunamate munun'ina iwe. Une godo. I like the big brother he always contribute sense padare nguva dzese. Ka mufana kacharoya
@kudakwashegwanzura1954
@kudakwashegwanzura1954 Жыл бұрын
ko vakungogovana mbudzi nasabhuku , varidzi vakakanganisirwa hapana chavari kuripwa nacho wani🙌🙌
@desiremuchara6779
@desiremuchara6779 Жыл бұрын
Dare harinei kuvakwa imi. Mambo ngaaite zvinodiwa nevadzimu vake varidzi venyika. And wese asiri kuteedza zvodiwa munzvimbo imomo Mambo ane mvumo yekuripisa. Asingadi ngaaende kusina mutemo kwacho
@jjmambendure4816
@jjmambendure4816 Жыл бұрын
Those men should be in the industries
@solomonmuudzwa8788
@solomonmuudzwa8788 Жыл бұрын
Mambo vari pabussines ava kungobhadharisa vanhu here aaa
@spelilemadure8665
@spelilemadure8665 Жыл бұрын
Zvakaoma shuwa mbudzi mbiri pa munhu plus mari ndo touch is a move sure
@enocentmusakura8294
@enocentmusakura8294 Жыл бұрын
10 cuts 10 cuts 10 cuts kumagadziko😂
@user-nc2ty3qi7k
@user-nc2ty3qi7k 5 ай бұрын
Matikanganwa headman
@davidmazanga4446
@davidmazanga4446 Жыл бұрын
Judgement ndokuseri 10 cuts 10 cuts 10 cuts aaaaah mahwambi arimurambi in our Village Headman apa vavekunzi vaRoyi kkk
@faithmotsi9493
@faithmotsi9493 Жыл бұрын
Machief nemaHeadman nemaSabhuku vari kutopfuma nekuripisa vanhu uku.
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 Жыл бұрын
Chingatokurwadzai inhau yekuti vari kuita mari asi vanhu ngavaite hwunhu kana zvaramba ngavabhadhariswe kuti zvivarwadze.
@margaretchitsiku8807
@margaretchitsiku8807 Жыл бұрын
Never, mari yekuripisa haipfumise asi mutemo wedu kubvapasi chigare. Ivo vanhu ngavaregere kuita musindo worse still panhamo. Garisanai zvakanaka. Every action has consequences and be ready for them when they come.
@abigailsaunyama5250
@abigailsaunyama5250 Жыл бұрын
Mbavha idzi mmm
@faithmotsi9493
@faithmotsi9493 Жыл бұрын
@@munyaradzinherera3383 Hamusi marasika nyaya here..ndamboti ndiri kurwadziwa or kuti vanhu ngavasaripiswe kana vatadza here??
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 Жыл бұрын
@@faithmotsi9493 Saka kana pasina kuwadziwa zvoreva kuti watadza kunyora statement rako zvakanaka nekuti zvamanje manje ndozvairi kureva
@evanschamburumbudzaa1410
@evanschamburumbudzaa1410 Ай бұрын
Ha tivakireio imba veduwe
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 11 ай бұрын
Welcome back tete
@paulinenjaikira8860
@paulinenjaikira8860 Жыл бұрын
Ndode kutaure chokwadi pamberi pedare raheadmen Chigodoro...hareruya chokwadi chakanaka
@AubeyThePlumber
@AubeyThePlumber Жыл бұрын
Kkkk kutonga nedemo,akaimba Chipanga paakati vane hudyire dyire ........,kuvaka madendere avo mumumvuri neminhenga yedzimwe shiri😂😂😂😂
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Haiwawo ka headman kapayaya ako kanotaurisa
@ceciliagoronga3783
@ceciliagoronga3783 Жыл бұрын
Ma Chief awa ari kuuya godya mari dza vanhu
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Жыл бұрын
Kkkkk zvinyadzi pamuera soko hayaaa 🤣🤣🤣
@MmMm-fq7et
@MmMm-fq7et Жыл бұрын
Nyika yose machine ayita Mari memombe mbudzi huku makwai zvose nemari
@salomejessicamarekwa25
@salomejessicamarekwa25 Жыл бұрын
Kkkkk iyi haiz nyaya inoda mambo haiwawo pachishona pedu smtyms mufi kana ayida zvekurwa anokenzera fut kt vnhu varwe after vapedza vanotoshaya kt vange vachiroveranei
@agnesmudzengi7645
@agnesmudzengi7645 Жыл бұрын
On a serious note,ruling party should see its failures through these young man ,saka kana vachiridza ngoma kumaruwa mhuri dzavo dzinoriritirwa nei they deserve kunge vari kuma firms and council offices vachishanda😢cry my beloved country
@fortunate2504
@fortunate2504 Жыл бұрын
Voterai ccc vana vawane mabsa uko ikozvino vorovana
@tawandamtungwaza3667
@tawandamtungwaza3667 Жыл бұрын
Haaa chief avo vakaoma
@happinessmahachi9987
@happinessmahachi9987 Жыл бұрын
Ndokushaye chironzo uku sabhuku
@tsennyb
@tsennyb Жыл бұрын
I feel some of the judgements are based on emotions rather than facts. They need to learn what other village courts are doing otherwise their judgements are flawed. The same way my sabhuku handles issues. Its not about kupopota but presenting and understanding facts. They need to listen to understand the issues at hand rather than listening to respond.
@dennisnyangani8047
@dennisnyangani8047 Жыл бұрын
Garepo, ngepako!
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 Жыл бұрын
Kkkkkkkk kumusha court.kuroverana parufu ko makapindwa ngei
@gsvmedia7719
@gsvmedia7719 Жыл бұрын
Ndwzvekumurmur 😅 vodhla mari dzavanhu.
@georginachatindo3719
@georginachatindo3719 11 ай бұрын
10 mamboma pakaipa
@ola61444
@ola61444 Жыл бұрын
Kuimbe zvitsverudzi, the Manyika dialect 😁
@DJImaanmutondo7560
@DJImaanmutondo7560 Ай бұрын
Zvidhakwa ngazvibude mudare
@catherineshangwa1814
@catherineshangwa1814 Жыл бұрын
Headman headman mazozvinyanya dzezvibhakera ngadzoende kupolice maybe mufi aive neviolence ndosaka zvakadaro
@nyashachafanza1536
@nyashachafanza1536 Жыл бұрын
Waivepo here baba Taps kuti tsvuu ndimhoresereivo mai vangu pahobhouse apo
@nathanmukono3350
@nathanmukono3350 Жыл бұрын
Mamboo uyo kutonga kunomunetsa ndambozama kutevera nyaya dzake dzanotonga
@aaronmasukuma9632
@aaronmasukuma9632 Жыл бұрын
Mbudzi dzacho dzavakutodyiwa nemi kovaridzi vemusha makarwiwa, iri iduzvi ra herdman iri ravakuti kana vanhu vachirwa vanhu musabata ko vakaurayana
@marimbirearchford51
@marimbirearchford51 Жыл бұрын
Vana sekuru vangu soko ndipo patinoimba zvinyazi.
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 Жыл бұрын
Ishe matongero enyu akanyanya musadaro sure tese tirivanhu ngatisatongere hutsinye chaiwo kumapurisa vaingonzi 5dollars 5dollars find inzwawo tsitsi
@munyaradzikamenzva1019
@munyaradzikamenzva1019 Жыл бұрын
Uuumm chakaoma ichii vakoma hazvidikudaro!!!!!!!
@tintoshava-hr4pq
@tintoshava-hr4pq Жыл бұрын
Waiyepo here kuti chuuu mhoroi baba taps 🙏😂😂😂😂
@Karanganda
@Karanganda Жыл бұрын
Hallo hallo !!!
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Ehoo ndaiyapo iwe woshora
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@Karanganda Karangandavoo
@pinielanesu9841
@pinielanesu9841 Жыл бұрын
The way the Headman is handling the cases is beyond human introspection. How can he give such a verdict to the issue of such a kind. The is not fair at all. All that is said is totally against the Constitution of our own Zimbabwe. Then the issue of him saying that the seller of weed must not be jailed rather the one taking the weed is the one with problem ?? This is totally wrong...because according to the Statutory lnstrument induced by the State, if one is caught with weed whether smoking or not the one should be dealt with accordingly. Thank You Advocate Muguti
@sifesifelani9827
@sifesifelani9827 Жыл бұрын
Anopenga headman uyo
@munetsikayze1668
@munetsikayze1668 Жыл бұрын
Idimikira baba, batai nyaya senyaya. Hazvireve kuti he meant his words.
@ngonidzashechimbwanda8004
@ngonidzashechimbwanda8004 Жыл бұрын
Matongero aya umm it's too much kana kumapurisa havambodai, akuisa mitemo mumaoko ake manje
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Aah varume vakuru chiiko. Vese makungoti tainunura kkkk
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 Жыл бұрын
Ukaona ..... varume vakuru vakurwira chingwa 🙆‍♂️aaaaaaa zvaoma shuwa 😅😅😅😅
@Rose-xr1em
@Rose-xr1em Жыл бұрын
Kkkkkkk chingwa here
@fidelismadzoke9357
@fidelismadzoke9357 Жыл бұрын
kkkkkkkk chingwa?
@gracymsimon8854
@gracymsimon8854 Жыл бұрын
Vanoda shamhu varume Iva vanogutisa
@CHIBABA85
@CHIBABA85 Жыл бұрын
BATAPS NYAYA YEKU MANICA BRIDGE YAIDA IMI MBUNE MAIFANIRA KUPEDZA YAMAKATANGA
@user-ok7ff4lz2m
@user-ok7ff4lz2m Жыл бұрын
Ava headman ava havana chavanogona kungoda kudya chete aaaaa mapurisa hanty akatopedza navo ivo vakuda find yembudzi vanozviitisa mmmm
@timothychibike3512
@timothychibike3512 9 ай бұрын
Chigodora kugadzirisa nyaya hasati akuziva
@lologonera5642
@lologonera5642 Жыл бұрын
Haiwawoo mwakutonga nedemo imiii madireee enyu embudzi anyanya
@kawinamusa4288
@kawinamusa4288 11 ай бұрын
Ndiri kuona vanhu vari kukomenda kuti haa apa headman vanya nya,tarisai nyaya kana varikunzi vane mhosva vacho vese vachiti tainunura saka akarova ndiani kkkk,headman anoziva vanhu vake,😂😂😂😂😂
@ruemamoyo9259
@ruemamoyo9259 Жыл бұрын
Mukoma masimba vari kuda kuchemei 😅😅
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo Жыл бұрын
Kkkkkkk vane mavovo kkkkkk
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Zivai pekudhakwira vakomana honai kwazva svika nhasi
@edgarbream1995
@edgarbream1995 Жыл бұрын
Haaa baba vanotongera chitororo ava hakuna zvakadaro....
@richardmachayambama-ku7wm
@richardmachayambama-ku7wm Жыл бұрын
Mukudzi uyo ngaambonyarara please haagoni kutonga
@rodrickzengeni8718
@rodrickzengeni8718 Жыл бұрын
Waiyepo ere
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Ndaiyepo
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 7 ай бұрын
Kwete kudya mbudzi dzeropa remunhu rakadeuka. Ipai mbudzi kune munhu akachekwa ndiye ane ropa rakadeuka
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 7 ай бұрын
Mbudzi idzodzo ngadzipiwe munhu akachekwa period. Ndiye aneropa rakadeuka
@abigailkanjanda8371
@abigailkanjanda8371 Жыл бұрын
Vaiimba ka ... Nekuridza Ngoma .... 😂😂😂 Idoro ... Ahhh mufi anenge anga aine violence chaiyo 😅😅.... Ummmmmm Mai ayo ... Ahhhhh ngavarege kubvunza havana mibvunzo avo ..
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Ana mwatutsa nachabodo vanotamba ere
@abigailkanjanda8371
@abigailkanjanda8371 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂. Ruru ruru uri babe kkkkkk usadaro ba .. yakazozi 17 April zviya ka
@agnellachange8761
@agnellachange8761 Жыл бұрын
Nhai sabhuku mari iyi inowanikwa kupi Nyika imwe here yatiri kurarama tibhadhiseiwo nemari yenyika yedu sezvo muri kufamba nekuchengedza mutemo wedu
@webstermugadza5709
@webstermugadza5709 Жыл бұрын
Baba Taps mava kuchinja ka imi...makungokaruka mapinda munyaya musati mamboti KARANGAAAAANDA WAIYEPO HERE.............
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Nhai zvako... Yadhakwa Karanganda. Pasina, Karangandawooo hazvina swag. I miss it
@kennymakanya6201
@kennymakanya6201 Жыл бұрын
10 cuts 😂😂
@georgevhudzi8192
@georgevhudzi8192 7 ай бұрын
Haa team rinorova mari yemahara iri
@tinashefrancisfoya8866
@tinashefrancisfoya8866 Жыл бұрын
Siyanai nembanje dzedu sabhuku
@iantakaedza7699
@iantakaedza7699 Жыл бұрын
Vanoda kumamiswa futi headman avo vakadhakwa
@GiftMashanda
@GiftMashanda Жыл бұрын
vana Lovemore Madhuku vanofanirwa kumira mira apa ,,,this type of justice should not exist at all ,,, plus ivo vanhu vekumaruwa vhurikai pliz mune kodzero dzekuita appeal kumatare edzimhosva not uko kwekuti headman anotonga achida kuripwa hazviko izvo hazviko no
@brightonsansola1678
@brightonsansola1678 Жыл бұрын
Chief onai plan pamukadzi uyo anobhowa
@malverndt153
@malverndt153 Жыл бұрын
Mmmmm pabiwa mbudzi apo
@renimapfumo7761
@renimapfumo7761 Жыл бұрын
Kushaye zvekuita warume wakuru
@numbernon6779
@numbernon6779 Жыл бұрын
Powerful judgement
@christopheramos9243
@christopheramos9243 Жыл бұрын
Saka ndaenda kuharare munindiona kuoi kuti mundi ripise.. Plus ndiri munzvimbo imomo handibvume coz ndezvei kupenga kutonga kwavo uku hakusi kwemasure
@doubtmasvisvi2378
@doubtmasvisvi2378 Жыл бұрын
Kana bhaibheri rinoti vakadzi ngavanyarare kana une zvaunoda kubvunza bvunzai varume venyu kudzimba
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
Uriwe wauya kuzoreport worioiswa futi wat is goinyi on
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Ummmm mambo musangopopota padare imi muri munhu mukuru dzidzai kuyananisa vanhu kupopota hakusi kutonga
@sqrd3536
@sqrd3536 11 ай бұрын
Mavanga aya speak volumes about personalities, alcohol, drugs and testosterone overload. Stopping people going to prison for lesser offences. Chief is building better communities and holding people accountable for their action. Funeral fight that's very disrespectful and disorderly.
@user-ot1kv9nv1s
@user-ot1kv9nv1s 4 ай бұрын
Kunyadzisa kwazvo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
Iwe woshoora
@giftmurasi7801
@giftmurasi7801 Жыл бұрын
Iro rinozi Masimba Boit harizwi irooooo ndoriziya mani zirume irooooo rinode maoko maningi
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
I agree so those who say the headman has to construct a Dare. . If headman asks for fines in the form of building materials and labour Gore rino pera Dare ravakwa
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 Жыл бұрын
Saka anotengesa mutoriro hasungwe posungwa arubhema here kumwe tutonga kwachoka...
@user-dm3ol7oq7s
@user-dm3ol7oq7s 11 ай бұрын
Mamwe matongerewo haasi fair
@chaz7333
@chaz7333 Жыл бұрын
Headman uyu chatowe chi business man mbudzi, hwai, madhongi,mombe nehuku vanhu vachingo ripiswa kkkkkkkkkkk life no balance
@emilynewone2414
@emilynewone2414 Жыл бұрын
😅😅😅 kkkkk madonkey
@fungaimaposa2664
@fungaimaposa2664 Жыл бұрын
Regai varipe vanemusikahwa kkkkkzera racho
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Kkk ayitoda kuripisa newakachekwa wacho parufu pehama yake ummm hudyire hwacho hwakanyanya pana headman ava
@chaz7333
@chaz7333 Жыл бұрын
Vanhu wacho varikuripiswa vatori kuhlopekawo 🤣🤣🤣🤣 handifungi kuti unodya covo kana muriwo usina mafuta headman
@fungaimakusha4024
@fungaimakusha4024 Жыл бұрын
Ko Mai avo chiikowo
@ziminiesta4225
@ziminiesta4225 Жыл бұрын
Ndekupi uku
@zvikomhofu830
@zvikomhofu830 Жыл бұрын
Manicaland
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
Kkkkkk ko ini kuzomhanye kuvhura ndichiti ipart3 yamatutsa nachabodo😂😂😂😂
@rachelbondera2955
@rachelbondera2955 Жыл бұрын
kkkkkkk wandinakidza kazen
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
@@rachelbondera2955 kkkkkkk tinobvira ere kude soko kkk
@babasaddam1949
@babasaddam1949 Жыл бұрын
Kkkkkkkkk iyo yaMatutsa naChabodo iri mberi kkkkkkkkkkkkkkk
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
@@babasaddam1949 kkkkkk inofaya manje kkkk
@patiencechimhanda3734
@patiencechimhanda3734 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kana neni
@chipomazarire
@chipomazarire Жыл бұрын
Mambo makadhakwa hamugoni kutonga nyaya
@innocentkatinyu5626
@innocentkatinyu5626 Жыл бұрын
Kkkkk ma1 kuma misha uko.
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 Жыл бұрын
Ishe musatonge makapfeka cap kune hat dzinorakidza hunhu mubvise cap iyo mave kuda kuita zim dancel here
@MrLeniPromax
@MrLeniPromax Жыл бұрын
Headman Chigodora
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
Kkkkk hazi zvinonga zvambobvepiko zvekooimbe zvitsverudzi🤣🤣🤣🤣
@brucembiri1018
@brucembiri1018 Жыл бұрын
Mbavha idzo mbudzi mbiri dzeii apa
@denniszengwa9661
@denniszengwa9661 Жыл бұрын
Handiende kunotongwa kwaMambo , ndezvekumama izvii kushaya fungwa
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 Жыл бұрын
Dambudziko mufi😂😂😂
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 Жыл бұрын
Aaaaaa makutonzi varoyi 😂😂😂😂😂😂😂finish regai zvekurovana honai kwamakuiswa
@matie2476
@matie2476 Жыл бұрын
Muchimbotsvagei mumaruzefa mochiona
@nicksongift4963
@nicksongift4963 Жыл бұрын
Nyaya dzekurwa dzongoda police
@rogerchanda
@rogerchanda Жыл бұрын
ko why kwana Soko kuriko kwega kunoimbwa zvinyadzi
@Mace428
@Mace428 Жыл бұрын
Vakadzi vema chief vakuita senge ndivo vatove chief . Hamuoni makuzviwanza
@tendaipanganayi8160
@tendaipanganayi8160 Жыл бұрын
Zvisingaiti ibasa chairo vanotiratidza kuti nekumba ibasa
@brightonmutototi7499
@brightonmutototi7499 Жыл бұрын
kwachigodora kunemabhinya
@nanikimamaafricamusic902
@nanikimamaafricamusic902 Жыл бұрын
Asipo anobhadhara chii😢
@infinityprojectsi.pinvestm7865
@infinityprojectsi.pinvestm7865 Жыл бұрын
Headman anogwara
@princemuteyewa4896
@princemuteyewa4896 Жыл бұрын
Zvepa fair head man imha
@cchitsengacharlotte8601
@cchitsengacharlotte8601 Жыл бұрын
Kanoda kutaka
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 Жыл бұрын
Vadona kuripiswa kahwunhu kekukorokoza pavanhu vari kuchema nekushungurudzwa nehama dzavo zvoita semashura
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Mambo tsotsi unoda mari baba ava bodo tsvoooo kurikuwanikeepu mari dzosedxi nhawe mbavha
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mmmm chief vodya ndizvo aah mitongo yacho ko mbudzi idzodzo dziri kuenda panhamo hr
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 Жыл бұрын
Kudya zvavapfupi nekuteba
Musha wose wopera kubudirwa pa Honde valley Gwiriri #Karanganda tv
1:02:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 73 М.
$70 Gume zvakadaro ,Dare ra Headman Chigodora
38:36
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 83 М.
Cool Items! New Gadgets, Smart Appliances 🌟 By 123 GO! House
00:18
123 GO! HOUSE
Рет қаралды 17 МЛН
Llegó al techo 😱
00:37
Juan De Dios Pantoja
Рет қаралды 24 МЛН
Despicable Me Fart Blaster
00:51
_vector_
Рет қаралды 23 МЛН
Mukwasha Ayitsvetsva Ambhuya
40:11
SlyMediaTv
Рет қаралды 92 М.
Chabodo naMatutsa Latest | Madzimai aChabodo naMatutsa apindira.
10:12
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 6 М.
Dare raChief Mutasa
42:27
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 39 М.
Chikomba Chonyadziswa Mudare, Hanzi Nhengo Yake Iduku
57:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 89 М.
Mutumbi wemwana uripi part 3.Dare raHeadman Chigodora
53:01
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 73 М.
CHAMUPIDIGORI MUDARE
16:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 17 М.
Mambo Zimunya vanomisa musha vange voparara #karanganda #mutare #zimbabwe
1:26:27
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 96 М.
Cool Items! New Gadgets, Smart Appliances 🌟 By 123 GO! House
00:18
123 GO! HOUSE
Рет қаралды 17 МЛН