TAINGOROVANA PESE : THE CLOSURE DNA SHOW S13 EP30

  Рет қаралды 84,374

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 505
@ellahncube3773
@ellahncube3773 2 ай бұрын
Ukangoona munhu ati kana akabuda ari negative tongotambira zviripo, wotoziva zvaendwa
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 2 ай бұрын
Zvotorwadza kani
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 2 ай бұрын
If it was an exam ndaifoira zvekushairwa number chaizvo. I was confident kuti result inobuda iri 99.9% although pambonzi naMhama vanogamichira chero outcome ndamboita kaDoubt, nokuti kazhinji kazhinji Mayi vakati chero zero percent vanogamuchira ino buda iriZero. Uyezve vakati handina mumwe wandakavata naye.
@sibongilenyoni1178
@sibongilenyoni1178 2 ай бұрын
😂😂 kukangonzwa munhu achiti chro mukadzi itoziva kuti zero
@gidzawagidzaldo8415
@gidzawagidzaldo8415 2 ай бұрын
Ukangonzwa munhu achiti ndogamuchira chero zvabuda it means there was another man involved. Kana pasina a third party how can a woman say ndogamuchira zvabuda.
@clevergwenzi3697
@clevergwenzi3697 2 ай бұрын
I usually check the woman's body gestures when the results are about to be announced. Body language tells it all.
@JosephineChibanda-v4w
@JosephineChibanda-v4w 2 ай бұрын
Tinashe wakaita hako nechirongwa chako My bro hii mazimba arikupihwa vana vasiri vavo zvokwadi vakadzi vari ku Zim makaoma shem yoooo ndanyara ini thanks Tinashe nechirongwa chako ramba wakanzvanya Ipapo usambomire ne DNA❤
@NyaraiMashingaidze
@NyaraiMashingaidze 2 ай бұрын
Wakadzi takuzvinyanya umm ndanyara.
@ezramakusha8559
@ezramakusha8559 2 ай бұрын
This is not in Zim only following the American program is the same , vakadzi vese ndozvavari pasi rose
@Chiedza-mm4dw
@Chiedza-mm4dw 2 ай бұрын
Varume ngavazive kuti vana vavarikuramba vari mumasango ndivo vana vavo chaivo.
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 2 ай бұрын
Vakadzi nhayi muchafa rinhi kuti isu varume tisare tichigara zvakanaka panyika😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊😊
@Chiedza-mm4dw
@Chiedza-mm4dw 2 ай бұрын
@@ShortCircuit05445 pasina vakadzi hapana varume kikkk ko madii mangosiyana navo vakadzi vacho isarudzo kikkk
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 2 ай бұрын
Munhu ane 23 years akapinda mu3 maMarriages 😢😢😮... Lord have mercy 🙏🙏
@Maphosa718
@Maphosa718 2 ай бұрын
Zvakaoma
@GeyDotNaboom
@GeyDotNaboom 2 ай бұрын
Speed yacho yayakanyanya
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 2 ай бұрын
@@GeyDotNaboom haa zvakaoma vamwe tine 23 hatisati tatopedza chikoro
@joechari5992
@joechari5992 2 ай бұрын
Kunge akatemerwa nyora
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 ай бұрын
​@@engelbertmazvidza5814muchafira padesk. Kkkkk
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
It’s my first time since DNA history to feel anxious before results are announced. l could see as the show progressed that the woman was lying yet hoping for positive results only to be met with 0%. The gentleman wanted to give this woman a second chance of love and marriage. Haaa Mai ava ndimambara chaiye.
@sibongilenyoni1178
@sibongilenyoni1178 2 ай бұрын
😂😂😂mambara ka kkkkkk zvinhu zcho
@babava2263
@babava2263 2 ай бұрын
Vakadzi hatina zera navo.
@judithmbizi
@judithmbizi 2 ай бұрын
She knew
@faraipise3088
@faraipise3088 2 ай бұрын
Ndopaunoona kuti hauna kungwara. Vanhu ava havanyatsovimbika kani 😢😢
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
@@babava2263 uyu ndimambara chayote anosvibisa zita revakadzi kwavo
@zolekanncube4872
@zolekanncube4872 2 ай бұрын
Tinashe’s genuine interest in nyaya dzebota 😂. Hanzi “baba mati hamusikudya wani mazuvano”
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 2 ай бұрын
If it was a subject haavaipasisa
@tsitsichaita
@tsitsichaita 2 ай бұрын
😂😂😂that's why varivo bota father
@norrahhatiugari5388
@norrahhatiugari5388 2 ай бұрын
Imagine 😂
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 2 ай бұрын
Please always make the download button available
@chapter9363
@chapter9363 2 ай бұрын
Manje ukaonera kuma downloads haawane mari ka
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 2 ай бұрын
@@chapter9363 anoiwana from my view and I'm going to use data to download so yeah anoiwana mari
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 2 ай бұрын
@@chapter9363 anoiwana with my view nedata randichashandisa kuita download it's the same data rinongoshand chero ndaonera riri on...I just don't like watching it ndri online maAds anobhowa plus ndendiine zvekuita so mahusiku I check and download during the day I watch
@siletamus2016
@siletamus2016 2 ай бұрын
The young man was genuinely shocked by the results. It’s always the quiet ones...
@brightmavedzenge4664
@brightmavedzenge4664 2 ай бұрын
Kuti “No” chaiko kunovanetsa Mai ava. You can’t be in your third marriage at 23. Too much generosity!
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 2 ай бұрын
Outcome: The guy will be forced to separate with this lady by relatives. The lady will leave, but from 15 iyo ichingorobwa chete yekedero, imimba iyo. The lady will go and will meet another man, 3 months she will realise kuti she is pregnant. The pregnancy will be for this one. Kikkkkkk
@LovemoreFreddieMauled
@LovemoreFreddieMauled Ай бұрын
Ngaaende . Whether ane mimba imwe or not. She is s disaster
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 2 ай бұрын
🤣🤣🤣Ndivo ana baba vemangwana ava. Uku hakusi kupusa asi kupata zvekupata chaizvo zviya.
@kivennemahwe1431
@kivennemahwe1431 2 ай бұрын
Datsinya chairo, anototya mukadzi
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 2 ай бұрын
😂😂😂😂 hanzo datsinya chiii ichocho
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 2 ай бұрын
😂😂😂😂 hanzo datsinya chiii ichocho
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 2 ай бұрын
Imwe nyaya ndeye desperation and kuona kti uyu ndiye munhu anofitana neni semunhu amborova zvi round zvakati ohhh akaona zvisiri kufamba.
@munya80
@munya80 2 ай бұрын
😂😂😂 true kkkk
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 2 ай бұрын
Bota family Ahoyi!❤ Ndokudai mese
@Rudo-de7eu5rc4l
@Rudo-de7eu5rc4l 2 ай бұрын
Vamugabe Mwari akuitirei zvidhafudhafu🎉 makauya kuzopodza Maronda evamwe vanhu vàmwe vakadzi soka denga richanetsa kupinda
@praisemushure
@praisemushure 2 ай бұрын
😂😂😂😂 chokwadi tichaita rekuguguler zvokwadi😂😂
@sharoncmuswaka
@sharoncmuswaka 2 ай бұрын
Dai mapa baba mvura yekunwa nekuti voma mate mukanwa💔❤️‍🩹
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 2 ай бұрын
Zvakaoma. I had confidence I this woman. This man loved his wife.
@HazelMunyukwi
@HazelMunyukwi 2 ай бұрын
Ndanyarawo
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 2 ай бұрын
Kana neni I was shocked but unongoona munhu nekuti kana mwana asiri vababa ava tinongogashira zvabuda musarudzo. Why of the why?
@Marvellous-b4n
@Marvellous-b4n 2 ай бұрын
Amai vanoda havo pekuzorora vachichengeterwa vana vavo, apa vakatodyisa murume kare. Hama dzemurume dzinorwadziwa shuwa
@PedzieGwata
@PedzieGwata 2 ай бұрын
Haaa murune uyu haana kumbodyiswa uyu akatongozungaira naturally,ndosaka hama dzakatozomiramira kut DNA iitwe apa haaaa kkkk hakuna anoda zvakadai
@douglaschumbu1663
@douglaschumbu1663 2 ай бұрын
But this game of puting fake picks its not real it reduces value to the product
@adequatetendaimarova3659
@adequatetendaimarova3659 Ай бұрын
Oh my goodness she looked so genuine until she said she will accept any outcome ndikaziva kuti zvaendwa anything can happen
@tmatz6467
@tmatz6467 2 ай бұрын
Murume wese anoti ane mwana, HAUNA unless wakaita DNA 🧬
@kelvinchad3143
@kelvinchad3143 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 muroad kumaDNA
@brightmavedzenge4664
@brightmavedzenge4664 2 ай бұрын
Ko kana takafanana navo 😂😂😂😂
@mekong7529
@mekong7529 2 ай бұрын
Ini ndakatarisa mukati memawoko.
@patience6069
@patience6069 2 ай бұрын
Azvishandi zviya DNA is the best dear​@@mekong7529
@PrimlowTapera
@PrimlowTapera 2 ай бұрын
Nhodzera dziriko futi.😅​@@brightmavedzenge4664
@lastchikodzongere8379
@lastchikodzongere8379 2 ай бұрын
Uuummm I'm shocked with the results this lady was so innocent not knowing kuti bota rakadyiwa nemumwe uumm I don't think I will trust mukadzi in my life aa I was not expecting this haa I surrender
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 2 ай бұрын
Eish ndarwadziwa
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 2 ай бұрын
My president Tinashe mugabe Munosungura nyika yedu Vana kumuridzi Thats wonderful great Thank yu vamugabe
@mercuryjack1502
@mercuryjack1502 2 ай бұрын
Isusu tinofara nekubuda kwaita ma results 😂😂😂😂baba vakazorova munhu ndare bhora ragohwa kare😂😂😂
@JanePhiri-c2u
@JanePhiri-c2u 2 ай бұрын
Mukadzi uyu adoptable. 3 children with different man. Murume uyu anedambudziko rakevo. The next thing achapiwa chirwere
@PedzieGwata
@PedzieGwata 2 ай бұрын
Vana i2 pasecond marriage haana kuita mwana, ndiye uyu wechi2 azoitwa asirikuziikanwa kut ndewepi, asi ma marriages waita 3 @23yrs
@chrissiegee9013
@chrissiegee9013 2 ай бұрын
At 23 munhu atopinda three marriages .apa ukanzwa munhu achiti ndogamuchira chero outcome patonenyaya
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
U can say that again 😂
@tkgwande
@tkgwande 2 ай бұрын
Shadhaya wakati Learn or perish nemizvara kamwe iyo or ma M2 awo. Kungozvitsvakira BP hako
@RekoaProperties
@RekoaProperties 2 ай бұрын
Guys from Mashonaland & nemahure ayiii! So he cant even see thst this lasy is fir the streets, send this gentleman to byo please
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 2 ай бұрын
@@RekoaProperties yes she's for the streets. Body count yacho I wonder! Pacific Ocean kkkk
@gilberttigere5116
@gilberttigere5116 2 ай бұрын
That's stereotyping address the problem not a whole group of peeps. Also those two have history and probably one of the reason he drifted back.
@siletamus2016
@siletamus2016 2 ай бұрын
Very sad that in these modern days, we still have divisions amongst us fellow black persons. If you left the country, you would be shocked how much other races hate us equally just by the colour of our skin and you further exacerbate this amongst us? Phuma satan. Not today.
@TamiaDeeranyika
@TamiaDeeranyika 2 ай бұрын
@@gilberttigere5116🙏😌mataura mashoko akanaka
@malebogobayei3499
@malebogobayei3499 2 ай бұрын
Vakadzi tinozvifambisasei kusvika pakupa munhu mwana asiri wake kana wafunga kuhura hura asi usafadze chikomba nemusoro ndopakusazoziva kt nhumbu ndeyani
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 ай бұрын
At 23 already in and out of marriages ummm , chimbo chengeta vana vako , take a break and breath , u will find love again.
@briansibanda1685
@briansibanda1685 2 ай бұрын
Havanzwi vanhu vacho it's sad instead of kutsvaga basa ari kutsvaga varume
@ThabisoGandari
@ThabisoGandari 29 күн бұрын
Pressure isinakana basa
@shyletvangani3176
@shyletvangani3176 2 ай бұрын
Mukadzi uyu murume uyu ndiye soul mate yake .kuenda ku ma marriage 2 uchidzoka kumunhu wako weumhandara.woita 0%oti anokuda hake 🎉🎉🎉
@PartenollorMunotyeni
@PartenollorMunotyeni Ай бұрын
Kkkkkkk kupata
@paulinewandai6012
@paulinewandai6012 2 ай бұрын
Thank you Mr Mugabe nechirongwa chenyu,❤❤❤haaa mwana ndewemurume aiti mwana ndewangu
@nenaniphiri9760
@nenaniphiri9760 2 ай бұрын
Ndarwadziwa ne results veduwe ,this young woman has been through a lot ,
@josh_dat-guy4891
@josh_dat-guy4891 2 ай бұрын
Thru a lot yekuchinjanisa varume😮😮...imikaaaaa musada kutunhaidza chihure nekushaya njere kwevanhu
@reubendumbura8765
@reubendumbura8765 2 ай бұрын
Hanzi Saka bota murikudya kupi zvirikufambasei😂😂😂😂 apa serious yacho Tinashe Mugabe 😂😂😂😂😂 hyaaaaa 😂😂😂😂😂
@chamillakakora3295
@chamillakakora3295 2 ай бұрын
😂😂😂he knows men can't leave without it
@NyaradzoThayo
@NyaradzoThayo 2 ай бұрын
Yooo ndapererwa hnk ini,,,ko amai avoo zvavanga vatori neconfidence chaidzo,,ndatombofungawo kt achabuda ariiye muridzi wemwna murume uyooo ummmm😢😢😢
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 2 ай бұрын
Ndinobatikana kuona munhu mdiki kwandiri achiita kunge ndiye mkuru or else ndini ndikuramba kuchembera😂😂😂
@mbizi4573
@mbizi4573 2 ай бұрын
Haiwawo, tibvire. Hupenyu hwenyu hwakafanana here? Has your forever young brains factor that out? Kuda kudada kabisira muchishora vamwe. Kwana!
@daisyhushe4851
@daisyhushe4851 2 ай бұрын
😂😂😂😂vakubata zvikuru vapfana Ava vanespeed baba
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 2 ай бұрын
@@mbizi4573 ko imbwa iwe wadaidzwa Nani Pano. Muromo sehapwa
@CarenCaren-v3c
@CarenCaren-v3c 2 ай бұрын
Very true mmm kuita harahwa at 27 yrs haada 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@oliverchipoyera4590
@oliverchipoyera4590 Ай бұрын
Mapinda deep ​@@mbizi4573
@nyashaaudreymhonde2832
@nyashaaudreymhonde2832 3 күн бұрын
Akatanga kudyiswa muchero ndiEve ndobva anzwa kunaka ndokupa Adam,,Adam paakangogamuchira chete yakabva yafa kwedu varume
@ThelmaNyanguwoMushamba
@ThelmaNyanguwoMushamba 2 ай бұрын
Amai vakanyanya ava eish Baba vemwana varikuvaziva havo I feel so sorry 4 this man
@TinotendaHolice
@TinotendaHolice 2 ай бұрын
Tinashe mabvunziro aanozoita pakuti mukudya henyu bota here aaah 😂 hanzi hamusi kuomesa muviri iweka Tinashe
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 2 ай бұрын
Mmmmmm pa 23 yrs munhu atopinda merechi nhatu 🙌🙌🙌
@f.madzivire1731
@f.madzivire1731 2 ай бұрын
Kahule
@TenaciousMutandwa
@TenaciousMutandwa 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@joyjoy-gf2bk
@joyjoy-gf2bk 2 ай бұрын
Pane error
@phill0209
@phill0209 2 ай бұрын
Apo with this1 vakaonana 5yrs kumashure
@Hungwe
@Hungwe 2 ай бұрын
But Tinashe ka ..... Kwai uchaita sei infact wanga uchirwadziwa kuti siya hure iri 😂😂😂😂
@LucyDudu
@LucyDudu 2 ай бұрын
Zvakaoma.. thnx Tinashe nebasa guru
@rufaromatongo947
@rufaromatongo947 Ай бұрын
I have been really hurt by this result i was hoping for 99.9%
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 2 ай бұрын
Ndanyara shuwa ini ndiri mandlovhu haa ndanyadziswa shuwa shuwa
@shylinechikomba5479
@shylinechikomba5479 2 ай бұрын
Ukaona family yaakutoita decision zvaendwa hapasisina marriage apo
@f.madzivire1731
@f.madzivire1731 2 ай бұрын
Vanemge vatoona kare coz vakuru vanoziva
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 2 ай бұрын
Family ingapindire but ava vanhu vanoramba vachidzokerana.
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 2 ай бұрын
Mwana ana Baba vake heyyyy chiii nemi askana hapana chinombotyisa apa sunungurai mwana. Keep up the standard mkoma Tinashe
@missnice15-04
@missnice15-04 Ай бұрын
Ouch 😢ndarwadziwa hangu .this man loves his wife hake dai mai ava vachiitawo munhu kwaye veduweee
@Tendaiblessings
@Tendaiblessings 2 ай бұрын
Alleged father ndofunga vakatomanikidziwa zvema dna nehama dzavo. Ivo havatorina zvavo kana decision . 🙌
@mercygurure5238
@mercygurure5238 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 2 ай бұрын
Mai ava is very evasive. Given her history, the child could be anybody's. She needs to be forthcoming
@TheChekas
@TheChekas 2 ай бұрын
Ko kana test ichinyepa
@tichamatahe.5624
@tichamatahe.5624 2 ай бұрын
​​@@TheChekas Machine haina kusvikira form 2 mwana mai. Hapana pangati maSamples ababa osiyana neemwana iye mwana ari wake. Kana mukadyara mbeu muvhu it's either haimere kana kuti inomera asi kana yatadza kumera hatishoore ivhu. Ivhu tinorishoora kana rikatadza kukudza mbeu iyo mvura ichinaya toziva kuti rinoda fertiliser. I hope mandinzwisisa.
@TheChekas
@TheChekas 2 ай бұрын
@@tichamatahe.5624 hapana chekunzwisisa apa. Muchini unogona kutaura false positive/negative inga wani, even yezvirwere.
@tichamatahe.5624
@tichamatahe.5624 2 ай бұрын
@@TheChekas if you listened correctly. Ati aka tester mai, mwana nababa. MaResults akauya achiti mwana haasi wababa asi haana kuti mwana haasi waamai. Saka machine yakaita mistake pamaSamples ababa chete woti negative asi pama samples amai woti positive. Zvinhu izvi zvinoitwa nema experienced doctors. Who were trained to that task. The reason vachitora maSamples neamai kuti vane kuti kana machine ine fault zvive easy to pick it up. Another thing havana machine one chete inoita izvo and I want to believe kuti they regularly serviced.
@gidzawagidzaldo8415
@gidzawagidzaldo8415 2 ай бұрын
​@@TheChekaslooks like you don't understand how dna profiling works. Zvasiyana nekutsvaga virus where a false positive/negative can happen depending on the incubation period of the virus. DNA sampling simply profiles your dna profile and it does the same for every sample profiled. Maprofile abuda then they are compared ndopanozonzi 0% kana akatosiyana zvachose or 99.99% if they match. Saka hakuna false positive/negative as it's a comparison of 2 profiles. Your dna profile is what it is and doesn't change, yemwana the same, yamai the same so kana akasiyana akasiyana mwana haasi wako hakuna kuti machine has made a mistake. It's just like looking at an orange and an apple woti maziso aita mistake zvinhu zvakafanana izvi.
@sharoncmuswaka
@sharoncmuswaka 2 ай бұрын
@23 she has been in 2 marriages 😢😢
@phill0209
@phill0209 2 ай бұрын
3 not 2
@GiftBetserai
@GiftBetserai 2 ай бұрын
Aya amativigira havana kana kutombosvika grade 7 handiti, reason capacity yacho ishoma chose
@RudazTinman
@RudazTinman 2 ай бұрын
Vakagumira grade 7 ese magrade 7 vane brain dzakadayi grade 6 is mush wiser than grade 7 dropouts
@veetan9597
@veetan9597 2 ай бұрын
At her age she has had three marriages already😢
@irenezezekwa6511
@irenezezekwa6511 2 ай бұрын
I knew it when Tinashe asked that if the woman really stayed for 11 months without anyone
@ShapiroTours
@ShapiroTours 2 ай бұрын
Haa kudhibha vakadhibha havo tsano ava. Vanoita kunge vakatosotwa kudhara
@joyjoy-gf2bk
@joyjoy-gf2bk 2 ай бұрын
Mandlovu you disappointed me 😢
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 2 ай бұрын
Haaa in maexcluded anondirwadza zvakaoma hazvo DN man l salute you🎉🎉
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 Ай бұрын
Hey mukadzi Akashinga uyo kunzi mwana haasi wemurume wako aaaa ini ndinotofenda ndonomukira hangu kuhospital
@desmond-011
@desmond-011 2 ай бұрын
Dzakadyiswa😂😂😂 mahure aya haumakunde baba siyai
@ElvisMawele
@ElvisMawele 2 ай бұрын
Umm Mr Mugabe show yenyu yatidzidzisa Kuti vakadzi ndiye Satan nemakumbo ake panyika.Even traditionally mukanoita ma test kunana sekuru nanambuya vedu madzinza achavharwa nekuti vanova Vanababa vanogona vasiri vedzinza.Murume hauna mwana before DNA test lets face the reality guys
@pradelmanari3650
@pradelmanari3650 Ай бұрын
Aaaa mkoma Tinashe 🙌 munomboonerera nekunzwiririra sure😂😂😂😂
@sevaseva836
@sevaseva836 2 ай бұрын
Bota bota bota bota bota riri kupakurwa haikona zvekutamba.Amai ava vanenge vapakurira vanhu vakati wandei kana ndisina kutadza kunzwa.
@natashahweru9479
@natashahweru9479 2 ай бұрын
Next tym vaamugabe mùsauyè nevanhu vakadai pno purixi Mabikà mbodza nhasi😂😂😂😂😂
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 2 ай бұрын
Ko uri kuti mbodza kudii apa wangu?
@GulazLisboa
@GulazLisboa 2 ай бұрын
painful, i pray the couple stay together though its hard to accept..
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 2 ай бұрын
Vakadzi so ka. ndakanda hangu mapfumo pasi. It makes me believe kt vana vazhinji havasi kwavo chaiko.
@gracegrace2388
@gracegrace2388 2 ай бұрын
Vakadzi hamuna zera nawoka
@walterechetemu9910
@walterechetemu9910 2 ай бұрын
Apa ndipo panenge pachinzi pira mudzimu, how sure are you kuti tateguru 4 generations back havana kuchengeteswa mwana asiri wake pamwe sekuru vako vaisaera mutupo wauri kushandisa.
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 2 ай бұрын
23yrs 3 maMarriage yuwiii
@clevernechakawana721
@clevernechakawana721 Ай бұрын
Nyaya iri apa murume ndiye anoda mukadzi but mukadzi haagutsikane na baba ava coz 2 times vachindoroorwa vachingodzoka ...this problem ine vakadzi vakawanda ..every woman anotori nemunhu waanotoziva kut uya anondida zvekurevesa but they don't go for those guys ..vanozoenda vavepama 1 chete vava kushandisa advantage ekuziva kut anondida
@highlyfavored1143
@highlyfavored1143 2 ай бұрын
Haaa amai avaka apa ngavashate😢
@norrahhatiugari5388
@norrahhatiugari5388 2 ай бұрын
Upenyu hunooma panongonzi excluded muchishona tirikuti baba hamusi imi 😢 ...
@LiyonaSibanda
@LiyonaSibanda 2 ай бұрын
Veduwe zero again zwakaoma .manyadzisa mama mmm wawunyepa pa 11month apo.😢😢😢
@ruramainhowe
@ruramainhowe 2 ай бұрын
Baba ava muniga vakadzidziswa masmarts NaSnoop dog...
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 2 ай бұрын
Iweweka 😂😂😂
@JeoffreyDauramanzi
@JeoffreyDauramanzi 2 ай бұрын
Kkkkkkkkkk
@ellinahgareta8753
@ellinahgareta8753 2 ай бұрын
😂😂😂😂 wavanyanyira
@renicachingombe4862
@renicachingombe4862 2 ай бұрын
😂😂😂 ahii imiwoyee
@MarryChigwedere
@MarryChigwedere Ай бұрын
Kkkkkkkkkk
@shumba4987
@shumba4987 2 ай бұрын
Oh wow. I was not expecting that result. I think baba must move on. Sis can’t be trusted
@melaniamandeya6331
@melaniamandeya6331 2 ай бұрын
How come Tinashe has not pursued to establish the real father of the child how is the matter of identity of the child going to be resolved
@patiencechiguvi7019
@patiencechiguvi7019 2 ай бұрын
Sad indeed, third marriage at 23😢
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore Ай бұрын
Rimwe team rinoda kutombo vhara mbama vamuke .aaaaa ifuzairo
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 2 ай бұрын
Ma1,ma sweet father arikupondwa Moyo ndati.
@Nyasha-vg5ur
@Nyasha-vg5ur 2 ай бұрын
Eish ndarwadzirwa baba he is a good man shame😢
@estachinhamo5767
@estachinhamo5767 2 ай бұрын
Iyo table ine ma results yakanaka😊
@pamelamabuya2241
@pamelamabuya2241 20 күн бұрын
Mama vakachinjanisa varume pa short period of time, this was bound to happen happen happen
@miriamtachionavee
@miriamtachionavee 2 ай бұрын
Mai ngavataure muridzi we mwana pliz, zvakangooma hazvo kuti @23 munhu akutopinda mu marriage yechitatu😢😢😢
@naisonchari3633
@naisonchari3633 2 ай бұрын
Ko paachasvika 40 anenge azadza danga revana kusagutsikana kunovasvitsa pakadaro ikoko zvoreva kumashure vaingobatwa nezvikomba kaa
@renicachingombe4862
@renicachingombe4862 2 ай бұрын
Age of 23 Ava kupinda hake mu marriage ye chi 4 yechi 3 ndiyeyi yave kuto shaker shaker 🙌🙌🙌
@sinodiakwaramba5601
@sinodiakwaramba5601 2 ай бұрын
At 23 munhu atova mu3rd marriage haisi speed here mwanasikana imbodzikama wanhu
@Hatiperiwachol
@Hatiperiwachol 2 ай бұрын
murume akadyiswa hake uyu😡😡😡
@Hungwe
@Hungwe 2 ай бұрын
Kupata from birth
@Hatiperiwachol
@Hatiperiwachol 2 ай бұрын
@@Hungwe huh ma1 chaiko
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 2 ай бұрын
Baba varikuda mukadzi wavo but varikutyira vabereki kuti vanoramba mukadzi.
@Winter27498
@Winter27498 2 ай бұрын
nyange dai ndaive mubereki ari mwana wangu handaitambira kuitiswa kwakadai.....
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 2 ай бұрын
@@Winter27498 taura hako, zvakangooma hazvo
@shamelmicholzhuwao7025
@shamelmicholzhuwao7025 2 ай бұрын
Maoneroo angu muface hahazvarii bcoz 5yrs dzekutanga akakoniwa kumitisaa apa abvaamitisirwaa
@plaxcedeschimberengwa6279
@plaxcedeschimberengwa6279 2 ай бұрын
😂😂😂 bota murikuwana kupi on Tinashe's voice
@christieultd
@christieultd 2 ай бұрын
Vamwe vanhu so ka. Kungwarira paduri sehuku shuwa. Zvimwe zvoda shamhu mufunge.
@vongaichiwenga8990
@vongaichiwenga8990 Ай бұрын
But they must not separate cz bota rakadyiwa from 15 iro patova nemimba yabhudhi ava
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 2 ай бұрын
Muzhanje weparoad uyo mkadzi haatozive muridzi eish vanhu ngavachangamuke mhani
@renicachingombe4862
@renicachingombe4862 2 ай бұрын
Ko nhai vakadzi azviiti here kuenda kuma DNA nerwe seri musati mabudiswa pa social media haa , ndanyara zvikuru ndanyarira hangu chinikina changu ahii 😢
@HazelMunyukwi
@HazelMunyukwi 2 ай бұрын
Mukati haana kudyiswa here uyu
@tendaimachapu3944
@tendaimachapu3944 2 ай бұрын
Are you joking Tinashe ,here I was expecting a 99 point 😢
@LovemoreFreddieMauled
@LovemoreFreddieMauled Ай бұрын
Mahure akawanda kupfuura vanhu. Never trust mhuka inonzi mukadzi
@mercymukonza9814
@mercymukonza9814 2 ай бұрын
Vanhukadzi hatipinde denga
@macdonaldmarimo2628
@macdonaldmarimo2628 7 күн бұрын
Musoro bhangu uyu akutarisei pabepa ipapa anogona here kuverenga
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 2 ай бұрын
Nhai bota family ndine mubvunzo panonzi zero percent paya hazvigoni here kunge munhu akachinjirwa mwana muchipatara, asking for a friend
@fortunatemutengu7761
@fortunatemutengu7761 2 ай бұрын
That's why vachi tester zvese na amai futi kuti vaone kuti mwana ndewa amai here first.
@davidmuzadzi4598
@davidmuzadzi4598 Ай бұрын
That's why they test mother .if the. dNA yamai matches , hapana zvekuchinjirwa mwana
@mbuyavaTiffany
@mbuyavaTiffany Ай бұрын
Amai is tested to confirm the child is hers. If there are any cases of child swap they pick it. This is the first confirmation then the check the father.
@GmanXpress
@GmanXpress 2 ай бұрын
Tinashe kamoment after maresults it's just to deep cause maziso ne pfungwa dzevanhu will be going across the universe. Ka moment of realization aka kakaipa
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 2 ай бұрын
Uuu mainini vanga wachitoziva hawo nyaya dzawo shame vakadzi ngatidzidzei kutaura chokwadi kunyepra kudzungaira hawo
@aar6047
@aar6047 2 ай бұрын
Ini ndaaneka doubt na Tinashe Mugabe. Anenge aakuita zvemudhara uya ai0iwa mari kumonyorora ma results. Ndine hurombo kutaura izvi
@mymotherschild8918
@mymotherschild8918 2 ай бұрын
Vanhu kuti vayende kwaari handiti vanenge vanemadoubts here? Ikabuda zvazvinenge zviri ndo answer vanhu yavanenge vachitsvaga. Kana usingabelieve unoenda kumwe zvikasiyana you sue ka.
@GodfreeMashonganyika
@GodfreeMashonganyika 2 ай бұрын
Pliz muna geza ,gexai matochembera
@haz5797
@haz5797 2 ай бұрын
Hazviite here kuti DNA I've service yekurutsisa varume vanouya vakadyiswa ava please. This is very sad. It is wickedness. Kutouraya munhu ari mupenyu.
@MagrethZvemhere
@MagrethZvemhere 2 ай бұрын
Kkkkkk Tinashe mibvunzo yaunobvunza kkkkkk yuwiiii hanz moyo wakasviba 😅
@letwinchigwada9926
@letwinchigwada9926 2 ай бұрын
Yeah zvinonetsa munhu anenge achigona kudya bota APO aripfambi unodii sure unoita confusion
BABA VANE MUSORO MUHOMBE : THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 27 #theclosurednashow
59:34
Osman Kalyoncu Sonu Üzücü Saddest Videos Dream Engine 275 #shorts
00:29
Это было очень близко...
00:10
Аришнев
Рет қаралды 6 МЛН
Osman Kalyoncu Sonu Üzücü Saddest Videos Dream Engine 269 #shorts
00:26
Try Not To Laugh 😅 the Best of BoxtoxTv 👌
00:18
boxtoxtv
Рет қаралды 4 МЛН
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 19 (UNODA VANGANI) #theclosurednashow #tinashemugabe
1:01:00
Who’s the pappy?
6:23
Support Court with Judge Vonda B.
Рет қаралды 1,2 МЛН
Who's the Most "Black?" Strangers Take DNA Tests
12:02
Jubilee
Рет қаралды 1,3 МЛН
Osman Kalyoncu Sonu Üzücü Saddest Videos Dream Engine 275 #shorts
00:29